Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anove chizvarwa chekuSouth Africa, aine mukurumbira mumusambo wechitendero uye achizivikanwa saGospel Queen of Africa – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza renyu resvondo rinouya kuti muzive muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author