Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mugotiudza kuti mudzimai uyu – uyo ane mukurumbira wekuita chirongwa chinobata-bata nyaya dzakasiyana dzemagariro evanhu paterevhizheni – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva munhu uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author