Fembera-Fembera Tione?

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti muimbi uyu — uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-jazz uye aine mwanakomana ari kutevera mumatsimba ake — ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu. Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author