Fembera-fembera tione!

0

fembe
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira.
Mhinduro chaiyo inoti TENDAI “DOTCOM” CHIPARA.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
Peter Moyo. – 0713 170 659.
* * *
Muimbi uyu ari paFembera-fembera tione ndiTendai Chipara. – 0783 487 974.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai ‘Dotcom’ Chipara anoimba samuchakabvu Tongai Moyo. – Lovemore Kashawo, Harare.
* * *
Muimbi ndiPeter Moyo. – 0772 212 088.
* * *
Tendai Chipara. – 0716 001 862.
* * *
Alick Macheso. – 0715 896 435.
* * *
Soul Jah Love. – 0779 980 049.
* * *
Killet T. – 0734 364 316.
* * *
Muimbi uyu ndiAlick Macheso. – 0775 438 448.
* * *
NdiTendai Chipara. – Prince.
* * *
Munhu uyu ndiTendai Chipara. – Stanley Masango.
* * *
Muimbi uyu ndiKapfupi kana kuti Freddy Manjalima. – 0774 772 405.
* * *
Tendai Chipara. – Kervin Mujuru, Harare.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai Chipara. – 0739 565 777.
* * *
NdiTendai Chipara. – 0772 546 166.
* * *
Uyo ndiTendai Chipara. – 0775 092 632.
* * *
Muimbi ari muKwayedza ndiFredy Manjalima anodaidzwa kuti Kapfupi. – Magret Muzungu, Mutare.

Share.

About Author