Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-Jazz uye aine mwanakomana ari kutevera mumatsimba ake – ndiani.

Mhinduro ndeinoti WILLBROAD “WILLOM TIGHT” MUPONDA.

Hedzinoi mhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:

Jaah Love – Baba Vatariro, 0775 487 430, Gweru.

Willom Tight – A Gadzikwa, Sunningdale 2, Hre.

Dino Mudondo – Onias Machila, Norton.

Willom Tight – Maitadiwa Machila, Norton.

Willom Tight – Nzonzo, Norton.

Willom Tight – Munyaradzi Kushamba Matsvitsi, Murombedzi, Zvimba.

Willom Tight – 0774 00 5185.

Willom Tight – 0782 803 019.

Willom Tight – R. Humbasha Soko Wafawanaka, Unit M Seke, Chitungwiza.

Oliver Mutukudzi – 0713 265 106.

Willom Tight –  Inyasha.

Jah Praizer – 0779 565 614, Bikita, Masvingo.

William ‘Tight’ Muponda – Promise ‘Proda Hwan’ Murumbi, paMuzinda paMatai.

Willom Tight – V. Matiza.

Willom Tight – Brain Nkosi, DZ Extension.

Wilon Tight – 0773 681 238.

Willom Tight – Nyadawa Padenje, Uzumba.

Willom Tight – Mudhara Ticha.

Sauro (Soul Jah Love) – 0774 917 974.

Share.

About Author