Fembera—Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo ane mukurumbira munyaya dzemadhirama – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author