Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anova mushakabvu aive nemukurumbira munyika muno wekuimba musambo wemusanganiswa weSungura, Jit neRhumba uye airarama nehupofu – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author