Fembera-fembera

11 Jul, 2014 - 14:07 0 Views
Fembera-fembera

Kwayedza

jar

“JAH PRAYZAH”

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira mukuru uye akakumba mibairo yakawanda mubasa rake. Mhinduro chaiyo ndeinoti MUKUDZEI “JAH PRAYZAH” MUKOMBE. Vaverengi vaviri vane mhanza uye vakagona kumuziva ngavarodze huro nekuti vachaendeswa kunodya kudya kwemasikati vaina Jah Prayzah svondo rinouya. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevaverengi:

Muimbi uyu ndiJah Praiser.     – Alice Chatyoka, Chiweshe.
* * *
Muimbi uyu anonzi Jah Prayzah. – Revai Chamisa
* * *
Muimbi uyu ndiJar Prazer. – Josphat Muyambo, Chimanimani.
* * *
NdiJah Praizer. – 0774 128 791.
* * *
Muimbi uyu ndiMukudzei Mukombe. – Baba Keisha Mutake, Sunningdale 2.
* * *
Muimbi uyu ndiJah Prayzah. – Muchie, Glen Norah.
* * *
NdiJar Prayzah. – Tendai Mangoda, Seke, Chitungwiza.
* * *
NdiJah Prayzah. – Leah Kumhasa, Zimunya, Mutare.
* * *
NdiJah Prayzah. – Emmnuel Musekiwa, Ashdawn Park.
* * *
NdiJar Prayza. – 0777 195 567
* * *
NdiMukudzei Makombe “Jah Prayzah” – 0777 639 866.
* * *
Munhu ari muKwayedza ndiJah Praizer. – 0735 406 211.
* * *
NdiJaprazer. – Mai Zira vekwaBEKAR.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera ndiJar Praizer. – More Blessings Mbito, Nhowe High School.
* * *
Munhu uyu ndiJar Praizer. – Mai Naidence Chinhoyi.
* * *
Jah Prayzah. – 0713 834 928.
* * *
Muimbi uyu ndiKudzai Mukombe kana kuti Jah Prayzah, Margret Masamba
* * *
Ndinoti muimbi uyu ndiMukudzei Mukombe kana kuti Jah Prayzah. – J Madeya, Glen View.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera ndiye wekumbumura mhute uyu, Jah Prayzah kana kuti Mukudzei Mukombe. – Lovemore Kashawo, Harare.
* * *
NdiJah Praiser. – 0777 332 566.
* * *
Jah Pryzah. – 0779 767 657.
* * *
Muimbi uyu anonzi Jah Prayzah. – Rukudzo.
* * *
NdiJar Praizah. – 0715 342 643.
* * *
Mukudzei Mukombe kana kuti Jah Prayzah. – 0774 068 306
* * *
Muimbi uyo ndiAndy Brown. – 0712 267 823.
* * *
NdiJah Prayzah. – 0773 389 264.
* * *
Muimbi uyu ndiMukudzei “Jah Prayzer” Mukombe. – Patson Taziveyi.
* * *
NdiJar Praiser. – 0772 733 153.
* * *
Muimbi uyu ndiJah Praizer chete, ndiye ane mukurumbira nekukumba mibairo. – 0777 478 617.
* * *
Jah Prayzah. – 0771 262 528.
* * *
NdiJah Prayzah. – Garikayi Mukobvu.
* * *
Jah Praise. – 0774 018 160.
* * *
Muimbi ndiJar Praise. – 0773 953 774.
* * *
Muimbi ndiJah Prayzah. – Manyara Dadirai.
* * *
NdiMukudzei Mukombe akaimba ‘Mbumura mhute’. – 0783 212 809.
* * *
NdiJar Praizer. – 0773 287 788.
* * *
Muimbi uyu ndiJah Praiser. – 0777 533 192.
* * *
NdiMukudzei Mukombe uyo anodanwa mubasa rake kuti Jah Prayzah. – 0772 239 735.
* * *
Jah Praizer ndiye ari pafembera-fembera tione. – 0773 415 607.
* * *
NdiJah Prazah. – Varaidzo Ziunze.
* * *
NdiJah Prazer. – 0783 337 317.
* * *
Muimbi uyu ndiJar Praise. – Mazorodze, Troutbeck, Nyanga.
* * *
NdiJar Preaise. – 0777 533 192.
* * *
Muimbi uyu ndiJar Praise. – 0776 646 309.
* * *
Muimbi uyu ndiJah Prayzah. – M. Kwaramba, 0778 338 363.

Share This:

Sponsored Links