MAMIRIRO EKUNZE

0

SVONDO rino mvura ichanaya kunzvimbo zhinji dzenyika uye inotarisirwa kuramba ichinaya mumazuva ari kutevera.
Nzvimbo dzakanaya mvura yakawanda dzinosanganisira Selous, kuMashonaland West iyo yakasvika 160mm, Kariba (Zambezi River Authority) 127mm, Harare (Ashdown Park) 67mm, Beatrice 66 mm, Zvimba 59mm, Chegutu 58mm neChinhoyi 52mm.
Kumatunhu anoti Matabeleland South, Midlands, Bulawayo Metropolitan neMatabeleland North kunotarisirwa kunge kuine makore uye kuchizonaya.

happy wheels style="display:block; text-align:center;" data-ad-layout="in-article" data-ad-format="fluid" data-ad-client="ca-pub-3993920789177136" data-ad-slot="9540808367">

Masvingo, Manicaland, Harare Metropolitan nematunhu ose eMashonaland kuchange kuine zuva pano neapo uye mvura inotarisirwa kunaya, zvikuru munguva dzemangwanani.
Mvura iyi inogona kunaya iine mabhanan’ana nemhepo ine dutu rakanyanya. — Meteorological Services Department.

Share.

About Author