MAPOSITORI VAKAVHURA GUVA

0

. . . sabhuku akavharwa ne$2

Kingstone Mapupu
MUKADZI anopinda chechi yechipositori ari kuti chitunha chemwana wake, uyo akafa zvisinganzwisisike, chakafukunurwa nevamwe vechechi yake yeJohane Masowe weChishanu mushure mekunge vatanga vapa sabhuku wemusha $2.

happy wheels data-ad-client="ca-pub-3993920789177136" data-ad-slot="9540808367">

Nyaya iyi yatova kumapurisa uye sabhuku ari kutsinhira kuti chokwadi mapositori vakafukunura guva remwana mumusha make “asi ini ndainge ndisipo.”

Madzimai Mukwada – uyo anga akaroorwa naMadzibaba Foster Karikoga (26) kwaSeke – ndiye ari kuti guva remwana wake rakafukunurwa.

. Verengai nyaya izere muKwayedza resvondo rino.

Share.

About Author