NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa.

03 Jun, 2016 - 00:06 0 Views

Kwayedza

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana mumwe chete uye ndiri HIV positive. Ndinodawo murume ane makore 34 kusvika 39 ari positive seni. Ngaave ari kuda zvemba anoshandawo ane vana vaviri kana vatatu. Vanoda ndibateiwo pa0777 932 687.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 30 ndotsvagawo shamwarikadzi inoda zvemba ine makore 20 kusvika 35. Vanoda ndibatei pa0734 422 447, ndiri muHarare.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvagawo musikana akavimbika anotenda kuti mukomana achamuroora achabva kuna Mwari. Ane makore 23 kusvika 26 ngaandibate pa0782 324 763.
******
Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana 3, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ane rudo ari pachokwadi seni. Vanoda zvekutamba kwete. Ndibatei pa0733 186 440.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 31, handina kumbobvira ndaroora uye ndotsvaga musikana wekuzowanana naye. Vanoera moyo kwete, ngaave asina kumboita mhuri seni. Ndinoda wekumadhewe-dhewe (low density). Anoenda kubasa ane makore 20 -27 ngaandibate pa0715 058 343.
******
Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvagawo musikana ane makore 18-20. Ngaave anonamata, anogeza uye anogara muHarare. Andifarira ngaandibate pa0734 603 295.
******
Ndiri murume asati amboroora anoda kuchata. Ndinodawo musikana wekuroora akashongedzeka ari pachokwadi chekuumba musha. Ndine makore 28, ndinoda anobvawo pamakore 18 – 24. Ndobatika pa0734 248 599.
******
Makadii? Ndiri murume ane hujaya hwake hwakakwana uye ndiri HIV negative. Ndinotsvagawo musikana ane humhandara hwake ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 20. Ini ndine makore 50, ndinoshanda uye ndine upfumi hwangu. Anoda ngaandibate pa0784 927 087.
******
Makadini zvenyu? Ndiri murume ane makore 34. Ndinotsvagawo mudzimai wekufambidzana naye ane utano, munaku asingadarike makore 36. Ndinowanikwa pa0735 012 804.
******
Ndinonzi Monalisa, ndakamboroorwa uye ndiri kutsvakawo murume anoda kuroora ari pachokwadi, ari HIV negative. Ndine makore 23, ndinoda murume ane makore 28 kusvika 40 anoenda kubasa. Ngaave akanaka asinganyadzise. Ini ndiri mukadzi akanaka musvuku, mutete. Anoda kuziva nezvangu anondibata pa0718 206 250.
******
Makadii veKwayedza? Ndingafare zvikuru mukabuditsa shambadzo yangu. Ndiri mukadzi ane makore 19 nemwana, ndinoda murume anodawo zvemba ane makore 23 kusvika 27. Ngaave anoshanda asi varume vevanhu ndapota hangu musafone. Ndobatika pa0718 352 258.
******
Ndiri mukomana ane makore 28, mupfupi uye ndiri HIV positive. Ndinodawo musikana ane makore 22 kusvika 28. Ngaave anotya Mwari, ave kuda zvemba. Ndinoda anoshanda muHurumende kana kuti cross-border achigara muHarare. Zvakawanda tinozotaura, andifarira anondibata nesms kana kufona pa0772 761 114.
******
Ndingafare kwazvo kana shambadzo yangu ikabuditswa. Ndiri mudzimai ane makore 30 okuberekwa nevana 2. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 40 nevana seni asiri pamushonga. Varume vevanhu nevanoda kutamba kwete musafone henyu. Ndoda anoshanda. Zvakawanda tozotaura, anondida ngaandibate pa0774 623 842.
******
Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana 2, ndinotsvakawo murume ane makore 38 zvichidzika nevana 3. Anoda zvemba ngaandibate pa0718 583 635.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvaga mudzimai akarongeka anotya Mwari. Anondida ngandibate pa0733 880 471.
******
Ndiri mukadzi ane makore 29 ndinodawo murume ane rudo, asina utachiona hweHIV uye anoda kuongororwa ropa. Ndinopinda chechi yemweya saka ndinofamba pasi pemurairo. Varume vevanhu musanditambisira nguva pamwe nevekuMasvingo, Chipinge Chimanimani, Gokwe neMt Darwin chimbomira henyu. Anonamata aine makore 31 kusvika 35 ngaandibate pa0715 685 936.
******
Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 33 ekuzvarwa nevana 3 ndinotsvaga mukadzi asina mwana anonamata. Ndinoshanda, nhare yangu 0718 525 969.
******
Ndiri murume ane makore 37 ndotsvagawo mukadzi ane makore 32 zvichidzika kusvika 27. Anoda anondibata pa0785 359 836.
******
Makadini veKwayedza? Ndapota ndishambadzeiwo, ndanyorera kakawanda asi shambadzo yangu haisi kubudiswa. Ndiri mudzimai ane makore 26 nemwana 1. Ndotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 38 ari pamushongawo seni anoda zvemba. Ngaave anoshanda, ini handishandi. Andifarirawo nhare yangu 0717 501 002.
******
Ndiri mukomana ane makore 22 ndotsvagawo musikana ane makore 18 -20. Ari pachokwadi ngaandibate pa0779 452 102.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 33 ndotsvakawo murume anoda zvemba ari pachokwadi. Vana ndine vaviri, ngaave akavimbika seni. Andifarira ngaafone pa0783 587 945.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinoshanda hangu kubhanga uye ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18-20. Ndinoda ari pachokwadi nemwoyo unoda, ari HIV negative seni. Ngaandibate pa0777 974 680
******
Ndiri murume ane makore 38 nevana vaviri ndinotsvagawo mukadzi ane vana vakewo anoda zvekumusha. Nhare yangu 0777 645 875.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 30. Ndiri kutsvaga musikana kana mukadzi ane makore 19-24 ane mwana mumwe chete kana asina. Ndiri kuda musikana asina chirwere akazvipira kunoongororwa ropa. Ndinogara kwaSeke pedyo neChitungwiza uye ndiri munhu anoita basa remawoko. Anondida tumirai masms kana kufona pa0739 874 004 ndinopindura. Ndiri kuda munhu anofarira kugara kumaruwa.
******
Mhoroi veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 27 ndinodawo mukadzi ane makore 26 zvichidzika. Nhamba yangu 0735 351 285.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 25 zvichidzika. Nhare yangu 0715 479 544.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 ari HIV negative. Anofarira kuenda kuchechi dzemweya ngaafone pa0715 057 447.
******
Ndiri murume ane makore 36 ekuberekwa ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 34. Ndine vana vaviri uye ndinoshanda. Nhare yangu 0783 015 834.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42 nemwana 1. Anondida anondibata pa0771 853 478.
******
Ndiri murume ane makore 45 anove saimba. Ndinotsvaga murume kana mukadzi abve zera wekushamwaridzana naye (penpal). Ndiri nyanduri uye ndinofarira kunamata. Nhare yangu 0736 322 760.
******
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi. Ndine makore 23 handisi pamushonga. Andifarira nhare yangu 0734 670 529 asi ngaave ari pachokwadi.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 46 ndiri kutsvaga mukadzi akanaka ane makore 30 kusvika 40 anoda zvekunamata. Anogona kuparidza shoko raMwari ngaandibate pa0715 810 886.
******
Ndinotsvagawo mukomana ane makore 25 kusvika 30 akavimbika asi kwete vane mhuri nekuti ndaneta nekunyengerwa nemadhara vachichiva runako uye zvandiri. Akavimbika anondibata pa0785 490 048.
******
Ndanzwa nekunyorera kuchirongwa chino asi shambadzo yangu haizi kubuditswa. Ndiri mukadzi ane makore 34, HIV positive nevana 2. Murume anondida ngaandibate pa0778 513 979.
******
Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1, ndinotsvagawo murume anoda zvemba. Ngaandibate pa0777 207 677 asi ndinoda akazvipira kunotesitwa. Ini ndiri HIV negative.
******
Makadii veKwayedza? Vanhu ngavarege kuchaya nhare panhamba dzinoti 0715 058 343 nekuti vanondikanganisira imba yangu. Ndapota hangu.
******
Ndiri murume ane makore 37 nemwana mumwe ndinodawo mudzimai anoda zvemba ane makore 25 – 35. Ndiri pamushonga, ndakasimba uye ndinoshanda. Andifarira ndibatei pa0776 326 640.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane mwana mumwe. Nhare yangu 0785 713 686.
******
Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinotsvagawo murume ari HIV positive. Anoda zvemba ngaandibate pa0778 279 648.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 29, ndinotsvagawo mukadzi wekuvaka naye musha ari pachokwadi. Ndiri HIV negative, ndine vana vaviri vasikana. Anondidawo ngaandibate pa0776 954 000.******

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey