Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvakawo murume ari pachokwadi . . .

25 May, 2018 - 00:05 0 Views

Kwayedza

NDIRI mukomana ane makore 26, HIV negative uye ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 anoda kuwanikwa. Andida ndibate pa0783 311 727.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume wechidiki ane makore 31 nemwana mumwe. Ndiri kudawo mukadzi ane makore 18 kusvika 25 ane mwana kana asina. Nhare yangu 0735 043 253.
*****
Makadii veKwayedza? Ndakambonyorera ndikashaiwa ndotsvagawo mukadzi anoda zvemusha asina chirwere. Andifarira anofona totaura pa0733 156 395. Ndatenda.
*****
Makadini zvenyu? Ini ndiri mudzimai ane makore 37 uye ndine vana 2. Ndiri kutsvagawo shamwarirume iri pasi pemakore 40 zvichidzika. Anenge achida kutaura neni ndibate pa0775 162 775.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndiri pamushonga uye ndotsvaka mukadzi ane makore 29 zvichidzika asingataridzike kuti ari pamushonga nekuti ini handitaridzike.
Ngaave ane mwana 1, ini ndine mwana 1. Vanoda kutamba kwete, ndiri mutyairi. Parizvino ndiri kurima, andifarira nhamba yangu 0715 678 674.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana mumwe chete uye ndiri pamushonga, ndinotsvagawo murume ane makore 32 kusvika 35 ari pachokwadi. Ave kuda zvemba anoshanda, vanoda zvekutamba kwete. Nhare yangu 0713 084 969.
*****
Ndiri murume ane makore 49 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 34 – 47. Ndiri muHarare, nhare yangu 0718 805 563.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 – 24. Vanoda ngavandibate 0773 933 879.
*****
Ndiri murume ane makore 35. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuwana ane makore 28 – 33.
Anogona kugara kwese kutaundi nekumusha. Anoda kutaurirana neni ngaafone pa0713 427 442.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Anenge andifarira ndinobatika pa0776 619 472.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 36 ndotsvagawo mukadzi ari serious wekuroora ane makore 25 – 33. Nhare dzangu 0773 589 307.
*****
Ini ndiri mukadzi anotsvaga murume wekushamwaridzana naye ane makore 37. Ndatenda. Nhare yangu 0775 599 262.
*****
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvagawo musikana kana ane mwana mumwe ane makore 22 kusvika 26. Ndinowanikwa kuNorton, andida ngandibate pa0777 814 488.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa. Ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0737 890 829.
*****
Makadini veTishamwaridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo shamwarikadzi iri HIV negative seni ine makore kubva pa18 kusvika 20. Andifarira ngaandibate pa0718 831 899.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana anogara muHarare ane makore 18 kusvika 23. Ngaave ave kuda zvekuwanikwa, vanotamba kana vakadzi vevanhu kwete. Ndinoda ari HIV positive asi akabarwa akadaro seni. Andifarira ngaandibate pa0783 176 229.
*****
Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20 akanakawo kwete vanamuchembere. Nhamba dzangu 0774 273 029.
*****
Makadini? Ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 30 zvichidzika ari pamushonga sezvandiriwo. Andida ngaandibate pa0784 215 697.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 23. Nhare yangu 0779 887 972.
*****
Ndiri murume ane makore 38, ndiri kudzidza pacollege uye ndotsvagawo mukadzi ane makore 32 zvichidzika. Ngaave ane mwana 1 kana 2. Anondida ngatitaure pa0777 526 666.
*****
Ndiri mukomana ane makore 35 ndinotsvagawo mukadzi kana musikana kubva pamakore 21 kusvika 32 asiri pamushonga. Zvakawanda sanganai neni paWhatsApp, sms kana kufona pa0716 100 264.
*****
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 31 nevana vaviri ndinotsvagawo murume ane makore 38 – 41 akazvipira kunoongororwa ropa. Anoda ngaandibate pa0782 219 386.
*****
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 akanakawo asiri pamushonga. Zvakawanda totaura pa0717 373 992, paWhatsApp ndiripo.
*****
Ndiri murume ane makore 27 nemwana mumwe, ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 19 kusvika 22. Ari pachokwadi anondibata pa0775 076 217.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 20-25. Nhare yangu inoti 0778 508 476.
*****
Ndiri murume ane makore 34, ndotsvagawo shamwari dzechidzimai dzine makore 18 kusvika 40. Ndibatei pa0716 945 452.
*****
Ndiri murume ari kutsvagawo mukadzi wakufambidzana naye anogara muHarare. Andifarira ngaandibate pa0715 602 131.
*****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21. Andida anofona pa0771 827 331, asiri muchirongwa.
*****
Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2, ndinotsvakawo murume wekufambidzana naye ane makore 35-39. Anondibata pa0735 960 775.
*****
Ndiri murume ane makore 36, ndakamboroora uye ndiri kutoda anodawo zvemba. Nhare yangu 0777 101 148.
*****
Ndiri murume ane makore 30 ndinoshanda muHarare uye ndodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 30. Anoshandawo kana ane chaanoita muupenyu, nhare yangu 0776 361 809.
*****
Ndiri murume ane makore 32, ndinodawo mukadzi wekuroora ari serious anoda zvemba. Nhamba 0784 802 820.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndotsvagawo mukadzi ari pachokwadi. Ndanzwa nematsotsi ari pamushonga. Ndine vana 2, nhare dzangu 0737 541 184.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana kana mudzimai chero ane mwana 1 wekugara naye zvehupenyu hwose. Ngaave ane makore 18 kusvika 24 ini ndine 27. Andifarira ngaandibate pa0777 967 555.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvaga musikana kana mukadzi ane makore ari pakati pe20 kusvika 25 uye handisi pamushonga. Anoda ngaandibate pa0785 185 444.
*****
Makadii? Ndiri musikana ane makore 22 ndotsvagawo murume ane makore 26 kusvika 40. Ari pamushonga asi achigara muHarare andifarira anondibata pa0785 605 252.
*****
Ndiri murume ane makore 32, ndodawo musikana wekuroora ari pasi makore 25 zvichidzika. Andifarira nhare dzangu 0777 627 475.
*****
Makadii paKwayedza? Mukaverenga tsamba yangu ndingafare chose, ndiri mudzimai ane makore 35 ndotsvagawo murume ari pachokwadi ane vana 3. Ndoda vari pachokwadi, ndatenda hangu. Nhare yangu 0715 105 934.
*****
Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 – 20 akanaka uye asiri pamushonga. Andifarira anondibata pa0782 261 007.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 29. Ndinotsvagawo shamwari yechirume ine makore 32 kusvika pa35. Anoda ngandibate pa0773 633 418 titaure.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana 2, ndiri HIV negative uye ndoshanda.
Ndinoda murume ane makore 30 kusvika 45 ane vana vake, asina chirwere uye anoshanda.
Ngaave ane rudo, akanaka uye anoda zvemba. Vakasununguka munofona pa0715 419 279.
*****
Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 34 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 19 – 29. Anoda kuongororwa ropa. Ndine mwana 1, ndibatei pa0774 630 047.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 40 ndinotsvaga murume ane makore 45 zvichikwira ari pamushonga seni. Ndine vana 2, andifarira anondibata pa0779 418 417.
*****
Ndiri mukomana ane makore 35, ndinodawo musikana kana mukadzi ane makore 21 kusvika 32 asiri pamapiritsi. Nhare yangu 0716 100 264.
*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey