Ndiri mudzimai ane makore 32 nemwana 1 ndinotsvagawo murume . . .

05 Jun, 2015 - 00:06 0 Views

Kwayedza

NDINOKUTENDAI veKwayedza nekundisanganisa newangu wandinodisisa nekudaro kune vachiri kufona pa0771 340 828 chiregai zvenyu. Ndakawana wandainyatsoda ane rudo nezvandaitarisira paari.
********
Makadini veKwayedza? Ndinotenda ndakazowana wekushamwaridzana naye saka vose vachiri kufona pa0783 606 652 chiregai henyu.
********
Ndiri mudzimai ane makore 32 nemwana 1 ndinotsvagawo murume ane makore 32 zvichikwira. Ndiri mutete, murefu uye HIV negative. Ari pachokwadi ngaandibate pa0777 001 994.
********
Ndiri murume ane makore 49 ndakafirwa nemudzimai uye ndine vana vaviri. Ndiri HIV negative, ndinotsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye ane makore 37 kusvika pa45. Anoda nhare yangu inoti 0776 830 996.
********
Ndiri kutsvagawo shamwari (penpals), ndiri mukadzi ane makore 33. Ndinogara muHarare vanoda fonai pa0737 972 679.
********
Munofara here? Ndiri mudzimai ane makore 24 ndinotsvakawo murume ane makore 28 -35 ari HIV positive ane vana nokuti ndine vanawo. Nhare yangu 0713 532 942.
********
Ndiri mukomana ane makore 22 ndiri kutsvagawo musikana ane makore 21 kusvika pa 18 aripa chokwadi ano fona kana kutxt pa 0715 189 604
********
Ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi chekuda kuvaka imba nekuti ini ndiri pachokwadi. Ndine makore 26 uye ndinoda ane makore 18 kusvika 25. Anoda ngaandibate pa0717 424 243.
********
Makadii zvenyu? Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana ane makore 20-25 akanaka. Anoda anofona pa0782 324 873 asi macall me back kwete.
********
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo vanoda kuita hushamwari neni (penpals), kunyanya vasikana vane makore 18 kusvika 24 chete. Vanogeza ngavandibate pa0773 519 181.
********
Ini ndiri madzibaba ane makore 19 ndinodawo musikana akanaka, akasimba ari pachokwadi uye anoda kunamata Mwari. Andidawo anondibata pa0783 404 903.
********
Ndiri mudzimai ane makore 37 ndinotsvagawo murume anoda zvemba ari pachokwadi asi varume vevanhu kwete kana vanoda zvekutamba. Ndine mwana uye ndiri HIV positive saka ndodawo akadaro. Nhare yangu 0735 206 376.
********
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 33, HIV positive uye ndinoda murume akaita seni tivake musha. Ngaave anoshanda muHurumende kana anozviitira mabasa anoraramisa ane makore 45 zvichidzika. Zvakawanda tozokurukura pa0716 845 684 .
********
Makadiiko veKwayedza. Ndiri kutsvagawo murume wekuwanana naye akashambidzika anotya Mwari, akavimbika ane vana chero asina. Ngaave akanaka, akasimba ane mwoyo une rudo anogarika naye ane makore 35 – 40. Ini ndine makore 33 nemwana 1. Anoda ngaandibate pa0777 364 784 asi ngaave asina chirwere nekuti ini handinawo.
********
Makadini? Ndiri mudzimai ane makore 26 nevana vaviri, ndotsvagawo murume ari pachokwadi asi mbavha kwete. Anoda anondibata pa0771 870 323.
********
Ndiri murume ane makore 36 ndinotsvagawo musikana ane makore 26 zvichidzika. Sms pa0777 180 896.
********
Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinotsvaga murume anoda kuroora ane vana vaviri. Ndibatei pa0737 580 283.
********
Ndiri murume ane makore 58 ndiri kutsvakawo mukadzi anoda zvokuroorwa ane makore 37 zvichienda mberi asina chirwere. Anondida anondibata pa0712 511 882.
********
Ndine makore makumi matatu okuzvarwa ndiri kutsvaga mudzimai akavimbika ane makore 18 kusvika 25 ane mwana mumwe chete kana asina.
Ngaave ari HIV negative anofarira zvekumusha, ndinoda ane chimiro chakanaka mutsvuku, mukobvu ari murefu.
Ndinogara muHarare uye basa ndinozviitira. Andifarira anondibata paWhatsApp, kufona kana kutumira sms pa0716 374 957 asi vanobva kuMasvingo musazvinetse zvenyu saka ipai vamwe mukana.
********
Ndiri mukoma ane makore 24 ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 22. Ngaandibate pa0771 771 036.
********
Ndiri murume ane makore 29 ndinotsvaga musikana ane makore 18 -22 anoda zvemusha akazvipira kugara nemwana wangu 1. Ndibatei pa0773 080 744.
********
Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndinotsvakawo musikana ane makore 18-22 ari pachokwadi chekuroorwa chero mukadzi ane mwana 1. Ngaave anogara Kadoma kana Harare. Anoda nhare yangu 0716 944 729.
********
Ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana mumwe ndiri kutsvaga murume ane makore 36 kusvika 45 akavimbika ane mwana mumwe, 2 kana asina. Ndinobatika pa0775 289 558.
********
Ndiri musikana ane makore 20, ndiri Form 6 uye ndinotsvagawo shamwari (penpals) kubvira paForm 6 nevari kumakoreji kana yunivhesiti. Heyo nhare yangu 0783 269 126
********
Ndiri murume ane makore 39 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo mukadzi ane makore 36 – 37 ane mwana wake. Ndiri HIV negative, nhare yangu 0778 211 283.
********
Ndiri murume ane makore 53, HIV negative uye ndine musha kuBindura nemba muHarare. Ndinonamata, ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora akadzikama, achiri kugona kuzvara vana anonamata chechi yose-yose yepositori. Ndibatei kana kutumira sms pa0778 483 281.
********
Ndiri mudzimai ane makore 43 ndinotsvaga murume wekushamwaridzana naye. Nhare yangu 0772 727 363.
********
Makadiiko? Ndiri mukadzi ane makore 43 nevana 3, HIV positive uye ndotsvagawo murume ane makore 45 zvichikwira anoshanda. Ndinoshanda mumba, ari pachokwadi ngaandibate pa0773 577 138.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22 ari pachokwadi uye akafunda. Nhare yangu inoti 0773 153 167.
********
Ndiri murume ane makore 29 nemwana mumwe chete ndotsvagawo mukadzi anoda zvemusha anogona kuchengeta mwana wangu nekuti ndogara naye. Fonai pa0737 239 651.
********
Kune vaisimbofona pa0715 607 358 chiregai nekuti ndakamuwana wandaida.
********
Ndiri murume ane makore 34 ndodawo mukadzi chero anoda kufambidzana neni anogara kuKwekwe. Ndobatika pa0714 147 756.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvaga musikana wekufambidzana naye kusvika pakuroora mushava anotya Mwari ane makore 18 – 20. Akanaka anoda anondifonera pa0775 046 511.
********
Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 ari pachokwadi nezvekuda kuroorwa. Ndobatika pa0776 250 310.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 -29 akanaka ane mari yake asina chirwere. Anoda ngaandibate pa0783 286 181.
********
Ndiri mukomana ane makore 21 ndiri kuita kosi yehurairidzi kuMasvingo. Ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18 – 20. Anoda ngaandibate pa0771 518 883.
********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvaga musikana ane hunhu ave kuda zvekuroorwa ane makore 19 kusvika 25. Anoenda kuchechi anoda ngaandibate pa0774 578 324, sms kana kufona chete.
********
Ndiri mukomana ane makore 28 ndiri kutsvakawo musikana nekuda kweshungu nevavariro yekuda kumisa musha ane makore 18 kusvika 27. Nhare yangu inoti 0771 900 419.
********
Makadii zvenyu? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21. Ari pachokwadi andifarira ngaafone pa0716 929 477 .
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 33 ndinotsvagawo shamwari (penpals), varume nevakadzi, vasikana nevakomana. Ndibatei paWhatsApp pa0777 137 901, ndatenda.
********
Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ane mwana 1 aine makore 25 – 29. Ini ndine makore 30 ndogara kumusha uye handishandi. Ari HIV+ ndibatei pa0733 038 312.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 40 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi asinganwi doro anoda zvekuroora asingadi zvemafaro enyika. Anoda anondibata pa0774 074 399 asi vane vakadzi vavo siyanai neni ndapota zvangu.
********
Ndine makore 35 ndinotsvagawo musikana ane makore 28 zvichidzika wekuroora. Akavimbika ari negative HIV ngaandibate pa0739 690 973.
********
Ndiri murume ane makore 28 nevana 2 ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore ari pasi peangu kunyangwe ane vana 2 zvichidzika, ngaave ari pachokwadi anoda kutorwa ropa. Anoda anondibata pa0776 348 691.
********

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>