Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana 1, ndiri kutsvagawo murume . . .

30 Oct, 2015 - 00:10 0 Views

Kwayedza

Yambiro yeTishamwaridzane
TINODA kuyambira vaverengi kuti vangwarire matsotsi anoda kuvabira achiti ane chekuita nechirongwa chino. Semuenzaniso, kune mamwe matsotsi ari kushandisa nhamba dzinoti 0778 534 314 idzo dzisina kunyoreswa zviri pamutemo achinyeperera vaverengi kuti ndeveTishamwaridzane uye vane chirongwa che”promotion”. Matsotsi aya ari kutsvaga nhamba dzevanenge vanyorera kuTishamwaridzane ovaridzira nhare achiti vatumire $20 kuburikidza neEcoCash uye anenge atumira mari iyi anopihwa chikwereti chinotangira pa$100 kusvika $1 000. Tinoda kuyambira kuti zvirongwa zvose zveKwayedza, zvingave zvema”Promotion” kana zvimwe, zvinobuda mubepanhau rino zvichiitwa nenzira yakajeka kwete zvechikiribidi. —MUPEPETI.

NDIRI mukadzi ane makore 36 nevana 2 ndinotsvaga murume anoda zvemba kwete zvekutamba ane makore 40-45, ari HIV positive. Ndibatsirewo veKwayedza, nhare yangu 0738 718 014.
********
Ndiri mudzimai ane mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo murume anokwanisa kugamuchira ini nemwana wangu. Zvakare ndinoda munhu anoda imba kwete zvekutamba ane makore 20-30. Andida anondibata pa0776 594 049.
********
Ndiri mukomana ane makore 26 ndiri kutsvagavo musikana ane makore 20 kusvika pa 24 ari pachokwadi nekuda kuwanikwa anoda ngandibate pa 0783726484
********
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe ndinodawo mukadzi ane ane makore 26 kusvika 21, ane wakewo mwana uye ane rudo kwete vanoda mari. Ndinobatika pa0717 374 254.
********
Ini ndiri murume ane makore 36, HIV negative uye ndiri kutsvagawo mudzimai wekuvaka naye musha ane ane makore 21 kusvika 27 anodawo kuti tinoongororwa ropa tisati tatorana. Vari kuedza musandibata henyu nekuti ndanzwa neverudo rwemari. Ndine vana vatatu, ndibatei pa0771 489 764.
********
Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndodawo musikana ane makore ari pasi pe24 ari HIV negative sezvandiri anoda zvekugara kumusha. Ari pachokwadi ngaandibate pa0773 339 080.
********
Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana 1, ndiri kutsvagawo murume ane makore 30-35 ari HIV positive. Anoda ngaandibate pa0771 557 160.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 37 nevana vatatu. Ndinoshanda mumba pamwe nekuita zvekutengesa mbatya. Ndinodawo ane rudo uye anoda zvekuroora asi kwete matsotsi. Nhare yangu 0775 983 765.
********
Makadii veKwayedza. Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1. Ndiri kutsvagawo mukadzi ane mwana mumwe chete ane makore 24 zvichidzika. Ari pachokwadi nemba ngaandibate pa0773 939 733, vemuHarare kunyanya.
********
Ini ndiri murume ane makore 45 nevana vatatu. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 40 ane vana vatatu zvichidzika anoda kuti tigarisane. Ndinonzi Mind Adam, ndinobatika pa0775 789 371.
********
Ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvagawo musikana wekugara naye ane makore 20 kusvika 25 achishanda. Ini ndiri kuZimplats kuMhondoro, munondibata pa0733 546 088.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndine makore 46 ndiri kutsvakawo mudzimai akavimbika ane rudo seni, ngaave ane makore 28 kusvika 44. Vanoda nezvangu vanondibata p0776 238 793, ndinozvishandira.
********
Makadii zvenyu? lni ndiri mukomana ane makore 24 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 22 akagadzikana ave kudawo zvekuroorwa. Anoda ngaandibate paWhatsApp pa0716 928 523.
********
Ndinotenda nechirongwa chenyu, handisati ndamuwana murume anondidawo ari HIV positive ane makore 35 kusvika 60. Nhare yangu 0771 953 353.
********
Ndiri kutsvagawo musikana asati ambobereka wekuroora ane makore 18 kusvika 25, ari HIV negative. Ndine makore 29, anenge andida anondibataa pa0716 476 602.
********
Ndiri murume ane makore 31, handina kumboroora uye ndiri HIV negative. Handishande, ndinodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 33 asina kumboroorwa akazvipira kugara pamusha pamwe nekudhorobha. Ngaave wekuChinhoyi kana Karoi. Nhare yangu 0716 428 678 asi kwandiri hakuna network yakati tsvikiti.
********
Ndiri mukadzi ane makore 36, ndakafirwa nomurume uye ndine vana 2. Ndiri HIV negative, ndinonamata chechi yechipositori yembatya refu. Ndinodawo murume akavimbika ane makore 40 kusvika 50. Nhare yangu 0771 476 451.
********
Makadii zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 34, HIV positive nevana 2. Ndinoda murume anondiroora ari positive seni. Nhare yangu 0774 731 605.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45 nevana 2 ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 30 – 40 ane mwana 1 anofarira kushandira Mwari. Anogona kuparidza anondida ndibatei pa0715 810 886.
********
Makadii veKwayedza? Ndinokutendai nekuburitsa chiziviso changu saka vamwe ngavachirega havo kundichaira nhare pa0739 645 054 nekuti ndakawanikwa. Ndatenda hangu.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 34 ndodawo mukadzi ane makore 32 zvichidzika ane mwana. Nhare yangu 0775 608 760.
********
Ndiri murume ane makore 36 nevana 2. Ndine puroti yangu uye ndinoda musikana ane makore 22 kusvika 29. Ndinobatika pa0736 488 316.
********
Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvaga mukomana ane makore 21-28, ngaave anoenda kuAFM akavimbika anotya mwari. Ndinobatika pa0778 201 354.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana ave kuda kuroorwa ane makore ari pasi pe20 anogezawo. Ndinogara kwaMutare, ndinoshanda uye ndinobatika pa0734 691 226.
********
Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1. Ndinoda mudzimai ane makore 23-27 ane mwana 1. Anoda ndibate pa0776 151 061, ndinogara muHarare mandinoita mabasa emawoko.
********
Ndiri murume ane makore 32 ndoda mukadzi ane mwana 1 ari muHarare. Ndibatei pa0774 967 668 .
********
Makadii? Ini ndiri mudzimai ane makore 30 ndinotsvagawo murume wekuvaka naye musha. Nhare yangu 0774 986 255.
********
Ndiri mukadzi ane makore 31 nevana vatatu ndinotsvagawo shamwarirume iri pachokwadii ine makore 40 kusvika 45. Ndiri HIV negative, nhare yangu 0773 113 928.
********
Ndiri mudzimai ane makore 31 ndotsvagawo murume anondiroora ari pachokwadi ane makore 31 zvichikwira asi vane vakadzi kwete. Ndinobatika pa0735 818 113.
********
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana anoda kuvaka musha anoenda kuchechi. Ndinoshanda, anodawo nezvangu ndibate pa0735 788 176.
********
Makadini veKwayedza? Ini ndinotsvagawo murume ave kuda zvemba ndine mwana 1. Asi vaera shiri musafona zvenyu muri hanzvadzi dzangu. Andifarira ngaandibate pa0775 537 501.
********
Makadii? Ndinotsvakawo shamwari yechisikana, ndiri mukomana ane makore 20. Nhare yangu 0783 528 704
********
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvagawo musikana anonamata ane makore 24 zvichidzika. Ndinozvishandira, vanoda zvekutamba musafona henyu. Ndinobatika pa0717 214 734.
********
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 23. Ndinoshanda muHurumende, vanoda zvekutamba musafona zvenyu. Nhare yangu 0783 509 802.
********
Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18-21 asina chirwere seni. Ngaafone pa0783 412 170.
********
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 23. Ndiri HIV negative, anoda ngaandibate pa0774 509 353.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2 ndinotsvagawo murume ane makore 35 – 40 anonamata uye anoda zvokurora. Nhare yangu 0773 737 396.
********

Share This:

Sponsored Links