Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende . . .

1

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 39 ndinoshanda muHurumende uye ndine vana 4. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuvaka anonamata ane makore 40 kusvika 55. Nhare yangu 0775 231 760.
******
Ndiri mukadzi ane makore 45 ndiri kutsvagawo murume ane makore 46 kusvika 53 anonamata. Nhare yangu 0776 032 246.
******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndodawo musikana kubva pamakore 19 kusvika 24, ndinozvishandira. Anodawo anondibata pa0776 192 918. (Nick)
******
Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika wekuZvishavane kana pedyo. Nhare yangu 0775 660 817.
******
Ndiri murume ane makore 39 nevana vaviri ndotsvakawo mukadzi ane makore 24 kusvika 39 ane vana vaviri, kunyangwe asina ari pachokwadi. Handina utachiona hweHIV asi handikete ndinoda anahwo kana asina. Fonai pa0716 328 441.
******
Ndinotsvagawo musikana ane makore 21 — 28 akavimbika, anoda zvekuroorwa uye zvimwe tozotaurirana tawirirana. Ndiri mukomana ane makore 30, doro nefodya handibati. Vanoda nhare yangu iyi 0774 441 216.
******
Ini ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3 ndinotsvakawo murume ane 40-45 anoshanda, ane rudo uye ane vana. Anoda ngandibate pa0774 114 002.
******
Makadini veKwayedza? Ndakambonyorera asi handina kuwana ari pachokwadi. Ndiri mukadzi ane makore 35 nemwana 1 uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 38-45 ari HIV negative. Anotya Mwari uye ari pachokwadi ngaandibate pa0773 492 226.
******
Makadini? Ini ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 20-29. Ndinoshanda kuChinhoyi asi ndinogara kuMvurwi.Ngaandibate pa0738 235 296.
******
Makadii veKwayedza? Ndakambonyorera asi shambadzo yangu handisati ndaiona. Ndiri mudzimai ane makore 43, HIV positive uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 45 zvichikwira ari positive seni. Ndibatei pa0775 280 062.
******
Ndine makore 31 ndotsvagawo murume ave kuda kuvaka musha ane makore 34 kusvika 38 ane mwana 1. Ngaave anoshanda achibva kuMashonaland East achipindawo chechi yePentacost. Nhare yangu +27 617 275 704.
******
Ndiri mudzimai ane makore 46 ndinotsvagawo murume akafirwawo seni ane makore 45 zvichikwira. Ngaave kwaMutare, Rusape kana Harare. Nhare yangu 0774 396 044.
******
Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana vaviri ndodawo murume asina mukadzi anonamata ari HIV positive seni. Nhare yangu 0715 391 704.
******
Ndiri mukomana ane 23 years ndine class 4 drivers licence kana paine anoda driver call me on 0716783281
******
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 24 ndinoda musikana mudhafu anogara muHarare chete. Nhare yangu 0776 242 073 asi ndinoda vanondifambira chete.
******
Ndiri mukomana ane makore 35 ndinodawo mukadzi wekuroora anoda zvemusha akagezeka, anoshanda uye ane zvaanoita ane makore 29 zvichidzika. Ndiri negative, vanoda ndibatei pa0775 288 363.
******
Ndiri murume ane makore 44 ndotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana ane makore 30-42. Ndibatei pa0771 772 107.
******
Ndinobva kunzvimbo yekwaMutasa uye ndinotsvagawo musikana akanaka ane makore 18 zvichienda mberi. Ndinoshanda, anoda kuroorwa ngaandibate pa0782 044 398.
******
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaka mukadzi ane makore 20 – 28 chete ane mwana mumwe uye asina chirwere. Ndinoda mutsvuku, mutete mupfupi zviri pakati nepakati. Ndanzwa nekunyeperwa nevakadzi vanoda mari chete. Vari pachokwadi ndibatei pa0779 181 969.
******
Ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 19 anoda zvekuroorwa achigara muHarare. Nhare yangu 0777 141 412.
******
Makadini? Ndotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 18-21, nhare yangu 0713 382 422.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 nevana vaviri ndinotsvagawo shamwari yechikadzi ine makore 28 kusvika 30. Anondida anondibata pa0717 510 760.
Ndiri mukadzi ane makore 44, ndinoda murume ari pachokwadi. Nhare yangu 0775 747 027.
******
Ndine makore 32 uye ndinoda mukadzi ane makore 20 kusvika 32. Ari pachokwadi ngaandibate pa0782 168 362.
******
Ndiri murume ane makore 28 nemwana mumwe chete ndiri kutsvagawo mukadzi ane makore 22-27 ane mwana wake mumwe chete. Ngaave ari pachokwadi anoshanda muHurumende kana anoitawo zvekutengesa. Ini ndoita zvekuhodha ndichitengesa, anenge ada nezvangu anondibata pa0771 340 828 totaura. Ndoda munhu ari pachokwadi kuti tivake imba yedu.
******
Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1 uye ndotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana 1 ane makore18-29. Nhare yangu 0777 654 419.
******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20 akanaka, ane tsika uye anotya mwari. Anoda ngaandibate pa0777 418 755 asi macall me back kwete.
******
Ndotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika wekuroora. Ini ndine makore 21, nhamba dzangu 0774 228 130.
******
Ndiri mukomana ane makore 20, ndiri Form 6 uye ndiri kutsvagawo shamwari (penpals) asi vakomana kwete. Vanoda sunungukai kundibata pa0777 400 227.
******
Ndiri murume ane makore 35 ndiri kutsaga mudzimai ane makore 25 kusvika 30 anoda zvemba uye zvekurima. Anoda nhare yangu 0773 620 180.
******
Ndinotenda nechirongwa cheTishamwaridzane. Ndakawana wandaida nekudaro vamwe chiregai kufona pa0774 895 074.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3, HIV+ uye ndozvishandira. Ndinoda murume akavimbika ane makore 36-40. Nhare yangu 0783 606 652, ndatenda hangu
******
Ndiri madzibaba ane makore 19 ndinodawo musikana ane makore 18. Ndinobatika pa0783 404 903.
******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana wokuroora ane makore 19 – 24 akavimbika. Andifarira anondibata pa0776 221 842 kana paWhatsApp.
******
Ndiri kutsvaga mudzimai anoda zvemba ane mwana wake mumwe chete nokuti ini ndine mumwe. Ndine makore 35, HIV positive asi ndiri chigwindiri handirware uye handisi pamushonga. Ndinobatika pa0783 728 122.
******
Ini ndiri murume ane makore 32 nemwana mumwe ndinotsvakawo mukadzi wekuwana. Ndinoshanda muHarare anofarirawo kumusha pamwe nevabereki vangu ngaandibate pa0776 357 732.
******
Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana vatatu, HIV positive uye ndodawo murume ane makore 40 kusvika 48 ane vanawo. Ndibatei pa0777 672 626.
******
Ndiri mukadzi ane makore 44, ndinoda murume ari pachokwadi. Anoda nhare yangu 0775 747 027.
******
Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndodawo murume ane makore 40 zvichidzika, anofarira kutorwa ropa asina chirwere uye anotya Mwari. Ndinopinda chechi yeAFM, andida ngaafone pa0775 856 50 kana sms ndopindura asi vanoera Mhofu kwete.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 40 okuberekwa ndinotsvakawo murume anoda mukadzi wekuroora ari pachokwadi asinawo mukadzi. Ngaave munhu ane zvaanoita mukurarama ane makore 45 zvichienda mberi. Ndinobatika pa0776 037 080, ndatenda.
******
Ndiri mukadzi ane makore 44, ndiri kuda murume ari pachokwadi. Nhare yangu 0775 747 027.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana vaviri uye ndinodawo murume wekufambidzana naye ane makore 32 kusvika 50. Ndiri HIV positive, nhare yangu 0775 255 502.
******
Makadini veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 35 nemwana mumwe, ndiri kutsvagawo murume anotya Mwari ari HIV negative uye ari pachokwadi.
Ngaave ane makore 38-45, nhare yangu 0773 492 226.
******
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 20 ndiri kutsvagawo musikana wekufambidzana naye.
Anoda ngaandibate pa0782 193 645, ndatenda.
******

Share.

About Author