NDIRI mukomana ane makore 25

24 Jul, 2014 - 09:07 0 Views

Kwayedza

NDIRI mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 anotya Mwari ari HIV negative. Fonai kwete kubhipa kana kutumira macall me back pa0782 387 326.
****

Ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvaga musikana ane makore 19-26 ari pachokwadi. Vanoda fonai pa0772 524 113, vane varume kwete.
****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 okuberekwa uye ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 – 19 anoda zvemba asi ngaave asina chirwere. Ndibatei pa0733 641 817.
****

Makadini henyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 3 ndinotsvagawo murume ane makore 41 – 50 achandinzwisisa. Ini ndinozvishandira ndiri mucross-border asi ane mukadzi kwete. Ari pachokwadi ngaandibate pa0773 140 935.
****

Ndinotsvaga chero musikana anonzi Juliet kana aripo akadai ndingafara. Ndine makore makumi maviri nemaviri uye ndiri HIV negative. Nhare dzangu 0783 115 637.
****

Ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana mumwe ndinoda murume ane makore kubva pa28 zvichikwira ari pachokwadi. Ndiri kuSouth Africa, nhamba dzangu +27 748 626 424. Ndatenda.
****

Makadii? Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana 1 ane makore 18-21. Anoda ngaafone kana kutumira sms pa0715 655 811.
****

Ndiri murume ane makore 43 nemwana 1, ndiri kudawo mukadzi wekuroora ane makore 35-40 nevana 1 kana 2. Nhamba dzangu 0715 137 178, vanobhipa nemacall me back kwete.
****

Ndiri mukomana ane makore 19 ndiri kutsvaga musikana ane makore 18-19, runhare rwangu 0734 136 841.
****

Ndine makore 34 ndinodawo mukadzi wokushamwaridzana naye ane makore 20 kusvika 32 anoda zvemusha, asina mwana. Ngave mukoti, mudzidzisi kana mupurisa. Nhamba dzangu 0712 778 197.
****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana anoda Mwari, anoda zvekuita imba, ane makore 18-25. Anoda ngaafone pa0716 184 992 kana kutumira sms paWhatsAppp, call back kwete.

Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vatatu ndinodawo murume anoda zvekuroora asina mukadzi ane makore 40 – 50. Vanoda ndibatei pa0715 937 279.
****

Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana vaviri ndinodawo murume ane makore              50-55 anoda zvemba ari pachokwadi. Nhare yangu 0779 899 889.
****

Ndiri mukomana ane makore 23 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23, akanaka. Vanoda ndibatei pa0774 440 218.
****

Makadii? Ndinotenda nechirongwa chenyu veKwayedza, vaifona pa0716 100 331 ngavachirega havo nekuti ndakamuwana wandaida.
****

Makasimba here? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana ane makore 19 zvichidzika ari pachokwadi. Ngaandibate pa0782 130 458 kana paWhatsApp.
****

Ndinoda kukutendai veKwayedza ndakawana wangu wandaida saka vamwe chiregai henyu kufona panhamba idzi 0777 774 654. Asi ndinodawo kuti vakaroora ngavarege kutikanganisira chirongwa chedu, musaedze vanhu muchinyepa,  mazvita.
****

Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana 1, HIV negative uye ndinoda murume ane makore 40 zvichidzika anoenda kuchechi anotya Mwari. Nhamba dzangu 0771 920 270.
****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 36 nemwana 1, HIV negative uye ndiri kutsvagawo murume ane vana vaviri aine makore 40 – 45. Ndinobatika pa0716 584 747.
****

Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvaka musikana ane makore 20 zvichidzika. Nhare dzangu 0783 939 993.
****

Ndiri mukomana ane makore 21 ndiri kutsvaka musikana ane makore ari pasi pe18 ari pachokwadi. Anoda kuroorwa ngaandibate pa0714 829 663.
****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 29 ndinotsvagawo mukomana anoda zvekuroora ari pachokwadi anoshanda asi varume vevanhu kwete. Vanoda zvekutamba musafona,  anoda nezvangu anondibata pa0783 921 000.
****

Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 20 kusvika 25 anotya Mwari. Nhare dzangu idzi 0715 889 176.
****

Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 28 kusvika 33 kwete matsotsi. Ndaneta kuwana vanonyepa vane varume vavo. Vanoda nezvangu ndibatei paWhatsApp pa0715 814 465.
****

Ndiri mukomana ane makore 25 ndiri auditor kuStandard Chartered uye ndinoda mukadzi ari pachokwadi. Mondibata pa0715 208 084.
****

Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvaga musikana ane makore 19-23 ari pachokwadi ari muHarare. Ndibatei pa0734 076 592 kana paWhatsApp, ndinoda musikana chaiye.
****

Ndiri murume ane makore 26 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore anotangira pa18-22. Ndinogara kuChiredzi anondida ngaafone pa0774 580 313, ndatenda.
****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 29 ndinotsvagawo mukomana anoda zvekuroora ari pachokwadi anoshanda. Varume vevanhu nevanoda zvekutamba musafona. Anoda nezvangu anondibata pa0783 921 000.
****

Ndiri musikana ane makore 25 ndinotsvagawo mukomana ane makore 30 zvichidzika, anoda Mwari akavimbika uye anoshanda. Ndiri nherera,  nhamba dzangu    0772 234 409.
****

Ndiri musikana ane makore 24 ndiri kutsvaga  murume anoshanda ane makore 25 kusvika 40.
Ndibatei pa0733 590 061.
****

Ndiri mukadzi ane makore 43 ndinotsvagawo murume ane makore 44 zvichikwira ndiri positive uye ndine ziso rimwe chete. Vanoda vanondibata pa0775 449 875, ndatenda.
****

Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 anoshanda akanaka, ari HIV negative. Nhare yangu 0783 721 323. Ndatenda.
****

Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvagawo musikana ave kuda zvemba ane makore 22-25 asina mwana, anobva kuGokwe. Nhamba dzangu 0779 255 188.
****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoshanda uye ndiri kutsvagawo musikana wokuroora ane makore 24 zvichidzika. Ngaandibate pa0779 908 593, macall me back kwete.
****

Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndakasimba. Ndiri mukomana ane makore 24. Ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22 ari pachokwadi. Handidi macall me back, nhamba dzangu 0771 592 881.
****

Ndiri mukomana ane makore 21 ndiri kutsvagawo musikana wokufambidzana naye ane makore 18 -19. Anenge andifarirawo anofona kana kutumira sms pa0771 365 573.
****

Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 zvichikwira wekushamwaridzana kana kudanana naye ari kudhorobha reMasvingo. Nhamba dzangu 0778 969 328.
****

Makadii? Ndiri kutsvagawo murume anoda zvemba anonamata asi matsotsi nevarume vevanhu kwete.
Ndine mwana 1 vanoda nhare dzangu 0783 964 096.
****

Ndinotsvaga mukadzi ane makore 30 zvichikwira anokwanisa kundichengeta wemuHarare.
Ndine makore 26 ndinobva kuShamva, nhamba dzangu 0773 686 807.
****

Makadii henyu veTishamwaridzane? Ini ndiri mukadzi ane makore 41 nevana vatatu vatokura ndiri kutsvaka murume ane makore 45 zvichikwira asingadi zvechipfambi. Ini ndakatsiga ndinoshanda,  ndakashungurudzwa nababa vevana vangu zvakandirwadza. Nhamba dzangu 0773 140 935.
****

Ndiri mudzimai ane makore 43 ndinodawo murume ane makore 43 zvichikwira zvizhinji tinotaura taonana. Anoda anondibata pa0778 087 774.
****

Ndiri murume ane makore 30 nemwana mumwe ndinoshanda uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Mondibata pa0712 937 426.
****

Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvaka mukadzi ane makore 25 kusvika 29 ari pachokwadi. Ndibatei pa0779 181 969.

Share This:

Sponsored Links