Uncategorized

Tishamwaridzane

11 Jul, 2014 - 14:07 0 Views

Kwayedza

MAKADII? Ndakambonyorera asi shambadzo yangu haina kubuda, ndiri kutsvangawo shamwari yechikadzi ine makore 36 – 47. Ngaave ane zvaanoita mupenyu, ini ndinozvishandira. Zvakawanda tozotaura, anoda ngaandibate pa0717 062 568 asi macall me back kwete.
****
Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvakawo musikana ane makore 20 kusvika 30. Akavimbika uye ari munaku pachimiro ari nagative seniwo. Vanoda fonai pa0778 124 619.
****
Ndiri mudzimai ane makore 33 ndinotsvaga murume wekuvaka naye musha asina mukadzi ari pachokwadi. Ndine vana 4, vanoda ndibatei pa0715 285 795.
****
Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vaviri, HIV positive uye ndiri kuda murume asina mukadzi ari positive. Ndibatei pa0774 698 714.
****
Makadii? Ini ndiri mukadzi ane makore 30 ekuberekwa nevana 3 uye ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi. Ndiri HIV negative ndinoshanda kuNamibia. Nhamba dzangu idzi 264 813 731 285,  vakaroora musapedze nguva.
****
Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2 ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi chekuda mukadzi wekuroora asina mukadzi. Ndinoda ane makore 45 zvichikwira. Parizvino ndiri kuNamibia, ndiri HIV negative kana pane andifarira ngaandibate pa264 856 468 252.
****
Ini ndiri murume ane makore 33 ekuberekwa ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora akavimbika ane rudo. Ndine vana 2, anoda ngandibate pa0717 079 978 kana paWhatsApp. Ndatenda.
****
Ini ndiri murume ane makore 33 ekuberekwa ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora akavimbika ane rudo. Ndine vana 2, anoda ngaandibate pa0717 079 978 kana paWhatsApp. Ndatenda.
****
Ndiri murume ane makore 43 ndinoda mukadzi ane makore 30 kana 38 ari HIV positive. Anoda anofona pa0713 721 715.
****
Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2 ndinoda murume ane makore 35 zvichienda mberi ari kuda zvekuvaka musha. Anondibata paWhatsApp pa+27 611 626 731, ndatenda hangu.
****
Ndiri murume ane makore 41 ndinotsvaga mudzimai ane makore 30 zvichidzika ane mwana kana asina. Vanoda ndibatei pa0733 185 094 kana paWhatsApp.
****
Makadii zvenyu? Ndiri musikana ane makore 29, HIV negative uye ndinogara kuGweru. Ndinodawo murume ane makore 32-39 akamboroora kana asina ari HIV negative chero asingashandi. Ini handishand, handina kumboroorwa. Vanoda ndibatei pa0775 941 241.
****
Makadii veKwayedza? Makaita basa, vese vaifona pa0774 088 806 chiregai zvenyu nekuti ndakawana wandaida.
****
Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mudzimai ane makore 20 kusvika 32 asina mwana ari HIV negative, ngaave anopinda chechi. Andifarira ngaafone pa0778 518 425.
****
Ndiri mukomana ari kutsvaga musikana ane makore 20 zvichidzika. Anondida ndoitwa DJ Kudada, munondibata pa0783 702 821.
****
Ndiri murume ane makore 28 nemwana mumwe ndiri kutsvaka mukadzi ari pachokwadi ari HlV negative. Anondida sms kana kufona pa0783 339 170.
****
Ndine makore 29 nemwana mumwe ndinotsvaga musikana wekuroora anonamata ari pachokwadi ane makore 18-26 akagezeka, akanaka ari pachokwadi ngaandibate pa0774 148 624.
****
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vaviri ndinotsvagawo murume anoda kuroora ane makore 34 kusvika 50. Fonai kana kutumira SMS pa0779 632 033, ndatenda.
****
Ndiri musikana ane makore 23 ndiri kutsvaga mukomana ane makore 28 kusvika 32 akavimbika anoda zvekumisa musha. Vanobhipa nemacall me back ndaramba. Vandifarira vanofona pa0773 677 485 kana kutumira paWhatsApp.
****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 31 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi ane vana kana asina wekuroora ane makore 34 zvichidzika. Vanoda ngavafone kana kutumira sms pa0782 490 044.
****
Ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana mumwe chete, HIV negative uye ndinotsvagawo murume anoda zvemba. Anoda ngaandibate pa0776 566 787.
****
Ndiri murume wemakore 38, ndinogara kuGweru ndinodawo mukadzi wekuwana akavimbika asina meso-meso. Nhare yangu 0713 642 842.
****
Ndiri murume ane makore 35 nevana vaviri uye ndinotsvagawo mukadzi akagwinya asina chirwere ane makore 22 kusvika 30. Nhare yangu 0733 082 738.
****
Ndiri shirikadzi ine makore 42, handina mwana uye ndiri HIV positive. Ndinoshanda mumba ndinotsvagavo shamwarirume ane vana vake, ane rudo anoda zvekuroora. Ndibatei pa0733 763 695 chero nguva asi vasiri pachokwadi musafone zvenyu nekuti ndaneta nematsotsi.
****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo munhukadzi wekushamwaridzana naye ane makore  25 zvichidzika. Fonai kana kutumira sms pa0733 764 606.
****
Ndiri musikana ane makore 22 ndiri accountant kuCABS uye ndinoda murume ari pachokwadi. Mondibata pa0771 179 550.
****
Ndinotsvakawo mudzimai ane makore 19-27 anoda imba. Ndibatei pa0783 644 756.
****
Ndiri musikana ane makore 31 ndiri kutsvaga murume anondiroora ane makore 35 zvichikwira asina mukadzi. Handidi matsotsi, handina kumbobvira ndaroorwa, ndinoshanda uye ndiri munyori.    Vanoda ndibatei pa0772 959 625.
****
Ini ndiri mudzimai ane makore 50 ndiri kurarama neHIV uye ndiri kutsvagawo murume wekuchengetana naye ane makore 50-60 ane utachiona. Ndiri landlord ane zvinhu zvake ndinodawo ane mari anonamata asingashushe kunyanya vashandi vehurumende nekuti vanhu vakarongeka. Ndakambonyorera asi handisati ndawana ndinoda munhu asina mudzimai, nhare dzangu idzi 0782 411 044.
****
Ndiri mukomana ane makore 30 ndinodawo musikana ane makore 21 kusvika 28, anoda nezvangu nhamba dzangu idzi 0776 304 887.
****
Ndiri mudzimai ane makore 29, ndiri kutsvaga murume ane makore 30 kusvika 40 asina mudzimai. Vanoda ndibatei pa0778 229 893 kana paWhatsApp.
****
Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvakawo mukomana ane makore 20 anoda zvekuroora. Nhare yangu 0783 875 721.
****
Ini ndiri mukomana ane makore 30 ndiri kutsvaga musikana ane makore 20 -25 wekuwanana naye ini ndinoshanda muhurumende.
Anondida anondibata pa0772 234 409. Ndinonzi Munashe, ndinoda anoda Mwari. Ndibatsireiwo hama dzangu.
****
Ndiri mukomana ane makore 19 ndiri kutsvakawo musikana anondidawo asingadi mari yangu chete anoda kuvaka nekuti ndakanaka pazvose. Nhare yangu 0716 398 261.
****
Ndiri mukadzi ane makore 39 ndine mwana mumwe ndichirarama neHIV uye ndiri kutsvaga murume wekushamwaridzana naye ane makore 45-60. Ndakambonyorera asi hazvina kuita, handishande. Vanoda ndibatei pa0735 459 272.
****
Ndiri mukomana ane makore 29 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 29 ane mari yake, akanaka uye akasimba zviri pakati nepakati. Asina chirwere ngaandibate pa0775 341 518.
****
Ndiri murume ane makore 41 nevana 2 ndinoda mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndibatei paWhatApps pa0772 909 128.
****
Ndiri murume ane makore 44, ndiri kutsvaka vakadzi vaye vanoti ndine zvinhu zvangu handisi kumboita rombo rekuonana nemunhu akadai. Anoda anondibata pa0778 442 350.
****

Makadini? Ndiri murume ane makore 34, ndakashaikirwa nemukadzi uye ndine vana vatatu. Ndinotsvaga mudzimai anoda zvemba, kunyanya ticha kana mukoti. Ndibatei pa0775 389 420.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinodawo musikana ane makore 18-20. Zita ndinonzi Briton Mafunga, anoda ngaafone pa0773 178 618.
****
Ndiri murume ane makore 44 nevana 2, ndinotsvakawo mukadzi ane makore kubva pa30 zvichikwira kana ane vanawo 2. Ndakashaikirwa nemukadzi wangu. Ndibatei pa0735 034 249 kana paWhatsApp.
****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 anoshanda. Nhare yangu 0772 239 583, chero WhatsApp.

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo.
 Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu  nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links