TISHAMWARIDZANE

23 Mar, 2018 - 00:03 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

NDOKUTENDAI veKwayedza, vese vaifona pa0718 918 303 chiregai zvenyu. Ndakamuwana love wangu.

******

Ndiri murume ane makore 45 nevana vatatu, ndonamata uye ndoshanda. Ndotsvagawo mukadzi wekuroora, anoda ngaandibate pa0782 095 352.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagawo mudzimai ane makore 30 kusvika 38. Ada ngatitaure apa 0774 499 215.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 36, ndotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 43 kusvika 50. Ngaave ari pamushonga asi asingaratidzike, ndogara muHarare. Nhare yangu 0784 438 081.

******

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 24, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 22 anoda kutorwa ropa, chero ane mwana. Nhare yangu 0783 822 752.

******

Ndiri mudzimai ane makore 50, ndinotsvagawo murume wekushamwaridzane naye ari pamushonga uye ari pachokwadi. Nhare yangu 0776 566 792.

******

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 22 nemwana 1, ndinoda murume ane makore 35 zvidzika ari pachokwadi uye asinganwe hwahwa. Varume vevanhu musafone zvenyu, vanoda fonai pa0713 481 163.

******

Ndiri mukomana ane makore 23, ndinogara muHarare uye ndotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika kusvika pa18. Nhare yangu 0776 388 286.

******

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 34, ndinodawo murume ane makore 38 zvichikwira asiri pamushonga. Ngaave anoziva Mwari ane vana 3, ari pachokwadi anoda anondibata pa0771 128 426.

******

Ndiri murume ane makore 55 nevana vatatu, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndiri pamapiritsi, ndinogara muHarare. Anondida anondibata pa0733 348 503.

******

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 44 ekuzvarwa, ndakafirwa nemurume muna 2009. Handina mwana, ndinoshanda muHarare uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo murume akafirwawo ane zvaanoitawo muhupenyu. Ane mwana wake, anonamata ngaandibate pa0719 575 705.

******

Ndiri murume ane makore 46 nevana 2, ndodawo mukadzi ane makore 37 – 42 ane vana. Nhare yangu 0776 691 176.

******

Makadiiko kuKwayedza? Ndibatsireiwo nekutsvaga mudzimai wekugara naye anoda zvekumusha. Ndine makore 50, HIV+ uye nhamba dzangu 0771 465 924.

******

Ndiri musikana ane makore 19, ndotsvagawo mukomana ane makore 25 kusvika pa30. Zvakawanda tozotaura, anoda anondibata pa0773 391 826.

******

Makadii? Ini ndiri murume ane makore 28, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 23 ane mwana 1 kana asina. Ngaave nherera, nhare yangu 0713 937 040.

******

Makadii? Ini ndakambonyorera kuchirongwa chino asi handisati ndawana wandiri kuda. Ndakasangana nevarume vevanhu nematsotsi vasiri pachokwadi. Nhare yangu 0738 499 246.

******

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 20 asi ngaave ari pachokwadi mutsvuku nekuti ini ndiri mutema. Handisi pamushonga saka ndodawo asiri pamushonga. Andida ngaandibate pa0718 526 122.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 49, ndinotsvagawo murume ane makore 46 zvichikwira. Andifarira ngaandibate pa0773 810 635.

******

Ndiri mukomana ane makore 23 ndodawo musikana ane makore 19 kusvika 20 asina mwana. Anobva kuMasvingo kana kwaGutu ngaandibate pa0785 190 038.

******

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 35, ndotsvagawo murume anoda Mwari ane rudo. Anenge andifarira ngaandibate pa0783 248 373.

******

Murume wechidiki ane makore 24 anotsvaga musikana ari pachokwadi. Anoda ngaandibate pa0739 089 696.

******

Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana 2. Ndiri pamushonga, ndoda murume anoshanda ane makore 45 kusvika 60. Nhare yangu 0737 869 007.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 30 ndodawo musikana ave kuda zvekuroorwa asi ngaave asina chirwere. Andifarira ndibate pa0778 817 549 totaura, ndinoshanda.

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvagawo shamwari (penpals) vakomana nevasikana. Vanoda ngavandibate pa0776 907 552.

******

Makadini veKwayedza? Ndingafara mukaisawo shambadzo yangu mubepanhau. Ndiri murume ane makore 29 nemwana mumwe, ndinoshanda uye ndiri kutsvagawo mukadzi chero ane mwana ane makore 19 kusvika pa30. Ndingafara zvikuru ndikawana teacher, nurse, anoshanda kuprisons kana musoja. Anenge andifarira nhamba dzangu 0714 170 160.

******

Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 31 nevana 3, ndodawo shamwarirume iri pachokwadi uye ari pamushonga asi varume vevanhu kwete. Nhare yangu 0777 584 259.

******

Ndiri murume ane makore 27, ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Nhare dzangu 0783 247 978.

******

Makadini veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvagawo mukomana ane makore 24 kusvika 26. Nhamba dzangu 0785 495 610.

******

Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 42, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ari pachokwadi, anoshandawo nekuti ini ndinoshandawo. Andifarira ngaandibate pa0714 080 413.

******

Makadii zvenyu? Ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 20 zvichikwira. Munondibata pa0718 220 665.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana 1, HIV+ uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 34 -45. Anoda ngaandibate pa0784 720 106.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mudzimai anoda zvemusha, anotyawo Mwari uye anoenda kumasowe. Ngaave ane makore 18 – 25. Andifarira anondibata pa0713 796 831.

******

Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana 1, ndotsvagawo murume ane makore 37 kusvika 45. Ndinonzi Samatha Musemwa, nhare yangu 0778 036 390.

******

Makaita basa henyu, ndakawana wandaida saka vachiri kufona pa0782 430 355 chiregai henyu.

******

Makadii? Ndiri musikana ane makore 28, ndinotsvagawo murume anoda kuroora. Anoda kuziva zvakawanda pamusoro pangu tinozotaura pa0783 422 670.

******

Ndiri murume ane makore 32, HIV negative uye ndoda mukadzi ane makore 35 anonamata. Andifarira ngaandibate pa0716 024 388.

******

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1, ndinoda murume ari pachokwadi. Ndiri muHarare, anoda ndibate pa0774 232 693.

******

Ndiri murume ane makore 35 okuberekwa ndinoda mudzimai ane makore 32 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0784 449 414.

******

Makadii veKwayedza? Ndishambadzeiwo, ndanyorera ndanyorerazve. Ndiri mudzimai ane makore 29 ndotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 49. Andifarira ngaandibate pa0771 226 882.

******

Makadii veKwayedza, ndishambadzeiwo veduwee. Ndiri mudzimai ane makore 38 nevana 2, ndinotsvagawo murume anoda zvemba. Munofona pa0737 456 669.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 25 kusvika 30. Nhare yangu 0776 781 344.

******

Makadii? Ndakambonyorera asi handisati ndapindurwa. Ndotsvagawo shamwari yechirume inoda kuroora. Makore angu i39, ndine vana 2 uye ndinoshanda basa remawoko. Ndogara muHarare, nhare yangu 0772 599 225.

******

Ndiri murume ane makore 43, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 27 kusvika 32. Ngaave akarongeka murefu, munaku ane rudo uye ave kuda zvemba. Ndiri pamushonga hangu asi handiratidzi, ndinodawo ane maO-Levels uye anoziva zvekumusha kuitira upenyu hwamangwana. Ari pachokwadi ngaandibate pa0715 512 408.

******

Ndiri mudzimai ane makore 37 ndinotsvakawo shamwarirume ine makore 43 kusvika 45. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0717 705 835.

******

Ndiri kutsvagawo mukadzi ari pachokwadi, handishandi uye ndiri mukorokoza wegold. Andifarira anondibata pa0737 299 491.

******

Ndiri mukadzi ane makore 35, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anonamata positori asiri pamushonga. Ndinoshanda, ane makore 37 – 42 ndibate pa0773 975 019.

******

Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 43 nevana 2, ndinotsvakawo murume ane makore 46 kusvika pa50 anonamata. Ndinobatika pa0715 073 103.

Share This:

Sponsored Links