TISHAMWARIDZANE

20 Apr, 2018 - 00:04 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.
MAKAITA basa veTishamwaridzane? Ndakamuwana wangu wandinoda saka vose vaifona pa0784 643 256 chiregai.
*****
Makadii paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 29, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane mwana wake ane hunhu uye anowonekera. Ini ndogara muHarare, nhare yangu 0771 677 629.
*****
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 23 asina chirwere seni. Andifarira ngaandibate pa0771 040 233.
*****
Ndiri amai vane makore 44, ndotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 50 kusvika 55. Nhare yangu 0777 143 454.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvaga musikana ari pachokwadi ane makore 18 – 23. Nhare yangu 0738 109 912.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Ndinobatika pa0776 619 472.
*****
Makadini? Ndiri murume ane makore 36, ndiri pamushonga saka ndinodawo mukadzi ari pamushonga ane makore 25 – 32. Ini ndinoshanda, nhare yangu 0773 845 152.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 39 ndotsvagawo mukadzi anoda zveimba. Nhamba dzangu 0776 166 475. Ndiri kwaMutare.
*****
Makadii? Ndine makore 23 nemwana 1, ndodawo murume ave kuda zvemba ane makore 24 kusvika 30 uye anoshanda. Varume vevanhu kwete, nhamba dzangu 0783 786 854.
*****
Ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvagawo murume wekuwadzana naye. Vanoda ndibatei pa0784 091 959.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23, HIV negative uye ndotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 22 zvichidzika kana ane mwana 1. Andida ngaandibate pa0779 975 359.
*****
Makadii hama vadikani? Ndiri murume ane makore 28, ndinotsvagawo mudzimai ane makore 18 kusvika 26. Ndiri muHarare, runhare rwangu 0774 946 302.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 33 asati amboroorwa. Ndinotsvagawo murume ane makore 33 zvichikwira. Nhare yangu 0774 518 198.
*****
Ndiri murume ane makore 42, ndotsvagawo mukadzi ane makore 24 kusvika 30 anoda zvemba. Ndiri HIV negative saka ndodawo ari negative. Nhare yangu 0716 043 574.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 43 nevana 2, ndotsvagawo mukadzi ari HIV negative akanaka ane makore 32. Ada ngaafone pa0733 960 255.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 36 nevana 2, ndiri pamushonga uye ndinodawo murume. Ndonamata, zita rangu ndiDaina. Ndiri kuMarondera uye ndobatika pa0775 828 372.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 42 nevana vaviri. Ndotsvagawo murume ane makore 45 kusvika 50. Nhare yangu 0772 786 130.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Nhare dzangu 0784 671 422.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 55, ndiri pamushonga uye vana vakura. Ndinodawo murume ane makore 59 kusvika 70 akarongeka. Vanoda ndibatei pa0778 701 936.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, ndotsvaga musikana ane makore 22 zvichidzika. Andifarira ngaandibate pa0779 239 961.
*****
Ndinotsvagawo musikana ane makore 21 kusvika 25, ini ndine makore 28. Nhare yangu 0783 009 242.
*****
Ndinonzi Osama, ndinodawo mukadzi ane rudo anoshanda, ini handishande. Ndinoda mupurisa kana anoshanda rimwe basa muHurumende asina murume ane makore 27 – 32. Nhare yangu 0782 038 665.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 44 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora. Ndifonerei pa0736 112 552, kunyanya manheru ndabva kubasa.
*****
Ndiri murume ane makore 40 nevana vaviri, ndinodawo mukadzi akashambidzika uye anoda kunotorwa ropa. Ane rudo chairwo uye anoziva Mwari ngaandibatewo pa0713 312 243.
*****
Ndinotenda Kwayedza nokutipa chino chirongwa. Ndiri murume ane makore 48 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Nhare yangu 0776 810 993.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20. Andida ngaandibate pa0785 006 432.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa. Ndinotsvagawo musikana ane makore 23 zvichidzika. Ndanzwa nematsotsi saka ndodawo ari pachokwadi. Andifarira ngaandibate pa0718 607 244.
*****
Vachiri kufona pa0735 105 161 chiregai, ndakamuwana wandaida. Makaita basa veKwayedza.
*****
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana ane makore 22 zvichidzika. nhare yangu 0772 208 068.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 28 kusvika 20. Ini ndine makore 30, anondida ngaafone pa0774 808 136.
*****
Ndiri murume wemakore 35, ndoda mudzimai ari pasi pemakore 32. Ndibatei pa0784 449 414.
*****
Makadii veKwayedza? Ndotsvagawo mukadzi anoda zvemusha, pachimiro ndiri mutete murefu. Andifarira anofona totaura zvakawanda pa0733 156 395.
*****
Tishamwaridzane, ndiri murume ane makore 37 nemwana 1. Ndinodawo mudzimai wekuroora ane mwana 1. Handisi pamushonga, anoda ngaandibate pa0775 776 004. Ndatenda.
*****
Ndiri murume ane makore 40, ndinodawo mukadzi ane degree. Ini ndiri paCUT, chero anoshanda muHurumende ari negative ngaandibate pa0779 353 259.
*****
Ndiri murume ane makore 27 nemwana 1, ndoda mukadzi ane mwana kana asina ane makore 25 zvichidzika. Nhare yangu 0776 463 307.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 38 nemwana 1, HIV negative uye ndinoda murume wekuroona naye. Ane vana 3 zvichidzika aine makore 39 – 49 ngaandibate pa0778 227 282.
*****
Ndiri mukomana ane makore 22 ndoda musikana ave kuda zvemba ane makore 18 kusvika 21. Andida tumira sms pa0784 514 227.
*****
Ndiri murume ane makore 38, ndotsvaga mukadzi ane makore 25 kusvika 35. Zvakawanda totaura, ndobatika pa0715 165 453.
*****
Makadii veKwayedza? Ndine makore 23, ndinotsvaga musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18 – 22 akanaka nekuti ini ndakanakawo. Anondibata pa0773 150 732.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi kuvaka musha, ndoda ari pamushonga anoshanda uye ane kumusha. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0783 256 583.
*****
Ndiri murume ane makore 31, ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20-25. Anoda ngaandibate pa0771 716 815. Ndatenda.
*****
Ini ndiri mudzimai ane makore 33 nevana 4, ndinoshanda mumba uye ndinodawo murume anoda zvemba neni. Ngaandibate pa0718 527 231.
*****
Ndiri murume ane makore 21, ndinoita zvekudriving uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Zita ndiDickson, nhamba dzangu 0779 902 841.
*****
Makasimba here veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana ane makore 24, ini ndinonzi Tatenda Machinga. Anondibata pa0773 865 095, ndatenda.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 25 nevana 2, ndoda mudzimai wekuroora ari pakati pemakore18 ne22 asiri pamushonga uye anonamata. Nhare yangu 0737 843 364.
*****
Makadii? Ndinotsvagawo musikana wekudanana naye ane makore 18, ini ndine 22. Tinotaura nemaSMS chete pa0772 828 165.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndinotsvagawo murume ane mwana 1 kana 2 anopinda chechi yeZ.C.C. Nhare yangu 0771 400 060.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 29, ndinotsvagawo murume anoda kuroora. Ndine mwana 1, ndinonwa mushonga uye ndine hurema. Ndoita basa rose, andida ndibate 0773 170 728.
*****
Makadii paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 29 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi wechidiki ane mwana wake uye ane makore 19 – 24. Anogona bhizinesi akavimbika ndibate pa0737 729 466.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo murume asiri violent anonamata. Ndine vana 3 nemakore 33, ndodawo ane makore 35 kusvika 40. Nhare yangu 0771 514 915.
*****
Makadii? Ndiri jaya rine makore 20 uye ndinotsvagawo musikana akavimbika wekuroora anobva kupi zvako muZimbabwe. Anoda ngaafone pa0777 136 655, ndiri muHarare.
*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey