TISHAMWARIDZANE

01 Jun, 2018 - 00:06 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 44, HIV positive uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 48 zvichienda mberi. Ndiri shirikadzi ine vana 3 – vasikana 2 vamudzimba dzavo ndasarirwa ne1 wandinogara naye. Ndinogara muHarare, andida ngaavewo akafirwa ane makore 48 zvichienda mberi neutano hwakafanana nehwangu. Ngaave ari serious kwete mudiki kuneni, nhamba dzangu idzi 0716 035 869.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndinokutendai nechirongwa chedu. Ndakamuwana wandaida, saka vose vaifona nekutumira matsamba pa0734 337 139 chiregai.
*****
Ndine makore 43 nevana 3, ndodawo mukadzi asina utachiona uye ane makore 35 zvichidzika. Ada ngaandibate pa0776 800 515.
*****
Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba. Handisi pamushonga, ndinoda ane makore 32 zvichidzika anonamata.
Nhare yangu 0783 893 709.
*****
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28 uye ndodawo mukadzi ane makore 20 – 25 ane mwana kana asina. Matsotsi nevanoda kutamba pamwe nevakadzi vevanhu ndapota musandifonere kana message kwandiri. Nhare yangu 0713 937 040. Ndatenda.
*****
Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20 kwete vasingapindure. Nhare dzangu 0774 273 029.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 41, ndotsvagawo mudzimai asina chirwere uyezve asina mwana anoteerera. Ari muHarare ane makore 35 zvichidzika anoda nhare idzi 0778 443 080.
*****
Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvakawo musikana kana mudzimai anoda zvemba ari pachokwadi ane makore kubva pa20 zvichikwira. Ndiri muHarare. Andida ngaandibate pa0773 859 110. Maplease call kana kubhipa kwete.
*****
Tishamwaridzane, ndiri murume ane makore 32. Ndinotsvaga mukadzi ane makore 20 kusvika 25 asiri pachirongwa. Nhare yangu 0735 004 126.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana 1, ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 45 ari pachokwadi asi varume vevanhu kwete. Ndoda anoda zvemba neni uye akarongeka seni. Ari HIV negative ndibate pa0782 381 528.
*****
Makadini? Ndiri kutsvagawo musikana wekushamwaridzana naye, ndine makore 22 uye handisi pamushonga. Ndoda ane makore 18 – 22, andifarira ngaandibate pa0775 694 064.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45, ndotsvagawo mukadzi ane makore 29 – 30 asiri pamushonga. Ari serious neimba ngaandibate pa0733 010 299.
*****
Ndiri murume ane vana 2 uye ndiri pamushonga asi hazvitaridzike. Handishande, ndodawo mukadzi wekuroora anonamata. Ndine makore 43, nhare yangu 0717 974 245.
*****
Ndiri mukomana ane makore 35, ndinodawo musikana kana mukadzi kubva makore 21 kusvika 32 asiri pamushonga. Taurai neni pa0716 100 264.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 25 handina mwana uye ndotsvagawo murume anoda zvemusha. Nhare yangu 0785 723 974.
*****
Makadii zvenyu veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 32 nevana vaviri uye ndogara nekushanda muHarare. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora akanaka, ane hunhu. Nhare yangu 0773 838 527.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndotsvagawo mukadzi wekuwanana naye ane makore 20 kusvika 30 kana ane vana vakewo. Ini ndine vanawo 2, zvimwe tozotaura. Nhare yangu i0776 686 122.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 39 nevana 3, HIV negative uye ndoda murume ane makore 47 – 60. Ndiri muHarare, andida fona pa0771 187 366 asi ngaave ane rudo.
*****
Ndinotsvakawo musikana wekuroora, anoziva Mwari, anogeza uye anoda zvekuvaka musha. Nhamba dzangu dzinoti 0783 867 087 neApp ipapo.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 33 okuzvarwa uye ndiri muHarare, ndinotsvakawo mudzimai ane rudo rwechokwadi, akatsvinda ane makore 21 kusvika 27. Mondibata pa0783 867 087.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukoma ane makore 21 ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 – 19 wekuroora asiri pamushonga. Ngaandibate pa0735 123 709, sms chete.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 24 kusvika 28 mukobvu murefu ari mutsvuku. Anoda zvemba ngaandibate pa0774 385 411.
*****
Ndiri mukomana ane makore 33 ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 26 kusvika 30. Anoda tinotaura pa0784 469 650.
*****
Ndiri murume ane makore 40, HIV positive uye ndotsvagawo mudzimai anoshanda ari serious. Ngaave anoshanda muHurumende. Nhamba dzangu 0782 037 777.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 19 ekuberekwa ndinotsvagawo shamwari yechikomana ine makore 20 kusvika 28. Andifarira nhare dzangu 0784 492 321.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndiri kutsvakawo murume ane mazirudo anoda zvekuroora. Ndinobatika pa0776 619 472.
*****
Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 34, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 19 – 29 anoda kuongororwa ropa seni. Ndine mwana, vanoda ndibatei pa0774 630 047.
*****
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1. Ndodawo murume ari pachokwadi. Ngaave ave kuda zvemba, anoshanda muHurumende. Ari HlV negative andida ngaandibate pa0772 836 090.
*****
Ndoda kukuzivisai kuti vanhu ngavasafone panhamba idzi 0771 006 770, ndakazowana. Ndinotenda nebasa ramakaita.
*****
Makadii zvenyu vapakuri vechirongwa chino? Ndiri murume ane makore 43, ndiri HIV positive, ndinotsvagawo mudzimai ari pamushonga seni anoda zvemusha. Nhare yangu 0778 072 961.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20, ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzikaa ari pamushonga seni anogara kwaMutare. Ngandibate pa0778 873 326.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndinofara nechirongwa chino, ndiri mukadzi ane makore 32 ndinotsvaga shamwari ine makore 34 zvichikwira. Asiri pamushonga andifarira ngaandibate pa0734 495 971.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndinofara nechirongwa chino, ndiri mukadzi ane makore 32 ndinotsvaga shamwari ine makore 34 zvichikwira asiri pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0734 495 971.
*****
Makadii? Ini ndiri mudzimai ane makore 39, ndinotsvakawo murume akafirwa ane makore 40 – 48 ari pachokwadi. Handidi vane vakadzi uye ari pamishonga. Ndinoshanda muHarare, zvakawanda tozotaura. Andida nhamba dzangu dzinoti 0771 020 335.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana 2, ndotsvagawo murume anoda zvemba ari pachokwadi. Ngaave ari pachirongwa asingaratidze kuti anorwara, ane makore 30 kusvika 40. Andifarira ngaandibate pa0777 132 807 asi varume vevanhu kwete.
*****
Makadini veKwayedza, ndakambonyorera ndichitsvagawo asi handisati ndamuwana wekufambidzana naye. Ndinodawo mukadzi chero asingashandi kana anoita basa remumba. Nhare yangu 0772 213 701.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore ari pasi peangu ane mwana mumwe kana asina. Ngaave ari HIV negative, nhare yangu 0783 842 521.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 30 ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore2 8 zvichidzika. Nhare yangu 0775 125 966.
*****
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28 nemwana1, ndoda murume ari serious. Handina chirwere, nhamba dzangu 0772 388 091.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 24 ndoda musikana ane makore 18 kusvika 26 ave kuda zveimba ane mazamhu mahombe. Ngaave ari pachokwadi ane erudo, asina chirwere uye anogara muHarare. Nhare dzangu 0776 242 073.
*****
Makadii? Ndiri kutsvaga mukadzi ari pamushonga ane makore 19 – 25. Andifarira ngaafone kana kundibata paWhatsApp pa0772 221 795.
*****
Ndokumbirawo muchibvisa nhamba dzangu dzinoti 0783 695 117. Ndakamuwana wandaida saka vanofona chiregai 0712 335 924.
*****
Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo shamwarikadzi. Ndine vana 5 saka ndinoda mukadzi anonamata anoda zvomusha. Nhare yangu 0783 893 709.
*****
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>