TISHAMWARIDZANE

21 Nov, 2014 - 00:11 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

TISHAMWARIDZANE
NDIRI mukomana ane makore 27 ndiri kutsvakawo musikana wekuvaka naye imba ari pachokwadi ane makore 18 — 24. Anoda ngaandibate pa0783 175 744 asi call me back handidi.
*****
Ndiri musikana ane makore 23 ndinotsvaga murume ane makore 25 kusvika 28, ndiri HIV. Anoda nezvangu ngaandibate pa0777 299 120.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 28 nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 29 — 35. Anoda ngaandibate pa0736 930 102.
*****
Ndinonzi Tinashe, ndiri mudzidzisi uye ndinodawo musikana ane makore 18 — 20. Anoda ngaafone pa0778 790 288.
*****
Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaga penpal mukomana kana musikana ane makore 17 — 18. Ndibatei pa0771 351 772.
*****
Ndiri murume ane makore 37 nevana 2 ndinodawo mukadzi ane makore 30 kusvika 40 wekuroora. Ndinoshanda mabasa emawoko uye ndiri HIV positive. Anondida anondibata pa0778 276 408.

Ndiri mujaya ane makore 28 handishande, ndiri HIV negative uye ndinotsvagawo mhandara ine makore 19 kusvika 25. Anoenda kuchechi zvekare achigamuchira zvechivanhu ngaandibate pa0773 185 031.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana mumwe ndinotsvakawo murume anoda zvemusha. Matsotsi kwete, nhare dzangu 0783 878 177.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndakambonyorera asi handina kuwana wandaida, ndine makore 33 nemwana 1 uye ndinotsvagawo murume akavimbika anoda zvekuroora. Ngaave asinganwi doro, vanonyepa kana vanoda zvekutamba kwete. Ndiri kushanda kuSouth Africa, nhamba dzangu +27 834 355 459.
*****
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 25 ari HIV+ seni chero ane mwana 1. Nhamba dzangu 0716 893 264, paWhatsApp ndiripo.
*****
Ndiri murume wemakore 66 okuberekwa ndinodawo mukadzi ane makore 50 kusvika 60, ndiri HIV negative. Ndinorima uye ndinopfuya huku, vanoda ndibatei pa0772 816 908.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinodawo musikana akanaka chiso nechimiro uye ari mutema kana mushava ane mwana 1 kana asina. Ndiri HIV negative, nhamba dzangu 0735 065 892.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 29 ndinosvakawo murume ane makore 30 kusvika 35. Nhamba dzangu dzenhare 0735 138 294.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 — 20. Ndibatei pa0776 563 619.
*****
Ndiri murume ane makore 33 ndinoda mukadzi ane makore 25 zvichikwira anoshanda nekuti ini ndinoshanda. Asina chirwere seni ngaandibate pa0712 286 310.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 27 ndakamboroorwa asi handina mwana. Ndiri mucross-border, ndinodawo murume ari pachokwadi. Nhare dzangu 0734 059 218.
*****
Ndiri mukomana ane makore 35 ndinotsvakawo musikana akavimbika anoda kuroorwa asina chirwere. Ndinoshanda uye ndine imba yangu. Ndibate pa0782 384 398.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana mumwe uye ndinotsvaga murume anoda zvemba asina chirwere. Ndibatei pa0771 416 732 asi varume vevanhu kwete.
*****
Ini ndinotsvakawo mukomana anondiroora, ndine makore 24 nemwana 1. Ndinoda ane makore 24 kusvika 30 anoshanda, anonamata anotaridzikawo. Ndibatei pa0782 050 295.
*****
Ndinotsvaga musikana wekuroora ane makore 18 — 21 ari HIV negative. Ndine makore 24 uye ndinoita basa remawako, vanoda ndibatei pa0739 684 636.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvakawo mukadzi akavimbika anoda zvemusha asiri HIV positive. Ndine musha kuGokwe uye ndinoda kuroora nekuchimbidza. Nhamba dzangu 0715 920 408.
*****
Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mudzimai wechidiki ane makore 28 nemwana mumwe chete ndinotsvaga murume ane makore 29 – 32. Ndinoda akavimbika, anoenda kubasa nokuti ini ndinoshanda. Nhare dzangu 0783 457 736 asi vakaroora kwete. Ndatenda hangu.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana mumwe chete, ndinoshanda uye ndiri kutsvagawo murume wekuroorwa naye ane makore 34 kusvika 48. Anoda ngaafone pa0774 142 363 kana kundibata paWhatsApp. Ndinodawo anoshanda ndapota.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana mumwe ndinotsvagawo murume ane makore 36 — 40 anoda kuroora ari HIV positive uye ari pachokwadi.
Anoshanda achinamata ngaandibate pa0776 991 536.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvaka shamwari yechisikana ine makore 18. Nhare dzangu idzi 0776 926 965.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 36 nemwana mumwe chete ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 50.
Ari HIV positive ngaandibate pa0737 379 185.
*****
Ndiri murume ane makore 23 ndinotsvaka musikana anoda imba kubva pamakore 18-22 asina utachiona hweHIV kunyangwe kana ane mwana nekuti ndinayewo. Tobatana panhare dzinoti 0774 516 685.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana ane makore 21 zvichidzika. Vanoda ndibatei pa0783 278 779.
*****
Makadii zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 49 ndinotsvagawo shamwarirume yekufambidzana nayo, anoshanda asina mukadzi. Anoziva kugeza ngaandibate pa0715 330 164.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 okuberekwa ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika wekuroora.
Munondibata pa0782 308 192.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 31 nemwana mumwe chete ndiri kutsvagawo murume ane makore anobvira pa35 kusvika 45. Anoda ngaandibate pa0783 823 127.
*****
Ndinotenda veTishamwaridzane nechirongwa chenyu, vaimbofona pa0779 634 989 chiregai zvenyu ndakamuwana wandaida.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinodawo musikana ari pachokwadi ane makore 19 — 21 akanaka anoda zvekuroorwa Ngaafone pa0771 927 436.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo mudzimai wekuwana ane makore 27 kusvika 36. Ndinoshanda, nhamba dzangu 0777 522 125. Ndinonzi Cryton.
*****
Makaita basa veTishamwaridzane, ndakawana murume wandaida saka vamwe ngavachirega kufona pa0774 214 057.
*****
Ndiri musikana ane makore 19 ndinotsvagawo mukomana ane makore 20 kusvika 25. Handina chirwere anoda anondibata pa0783 756 501.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 38 ndinotsvakawo mukadzi wokuroora akavimbika anonamata ari HIV positive. Nhamba dzangu 0715 505 419.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 34, ndiri positive uye ndinodawo murume ari positive. Nhare dzangu 0771 325 024.
*****
Ndinonzi Benjamin, ndiri kutsvaga musikana ane makore 19-23. Ngaave anotya Mwari, nhamba dzangu idzi 0735 602 994.
*****
Murume ane makore 26 anotsvagawo mukadzi ane makore 18-24 ari negative, asina mwana uye achida zvekuronga mhuri. Nhare dzangu 0777 219 259.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndiri kutsvagawo musikana anoda imba ane makore 18 zvichikwira kusvika 22. Ari pachokwadi ane rudo nhamba dzangu dzinoti 0739 447 683.
*****
Ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo mukomana ane makore 22-29. Nhamba dzangu 0735 186 744.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 39 nevana 3, ndakafirwa nemurume uye ndiri HIV positive. Ndinodawo murume ari positive asingataridzike kurwara. Nhare dzangu 0774 570 784.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 38 ndinotsvakawo mukadzi wokuroora akavimbika anonamata ari HIV positive.
Nhamba dzangu 0715 505 419.
*****
Ndiri jaya rine makore 34, ndinoda musikana wekuroora ane makore 18-30 anoshanda. Asina mwana ngaandibate kana paWhatsApp pa0773 252 238.
*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey