TISHAMWARIDZANE

30 Jan, 2015 - 00:01 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana mumwe chete ndinotsvagawo murume ane rudo ane mwanawo wake. Handina chirwere, ndinobatika pa0779 302 092.

*****
Makadini zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 37 nevana vatatu ndinodawo murume ane makore 37 kusvika 50 ane vana vake. Ngaave anoshanda asina chirwere. Andifarira ngaafone pa0782 169 445.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 35, HIV negative nemwana 1 uye ndinotsvakawo murume wekudanana naye anoziva kupa rudo ari pakati pemakore 36-48. Anenge andifarira anondibata pa0716 902 311.
*****
Ndiri mudzidzisi ane makore 31 ndinodawo mhandara yakazara yakanaka pachiso, mwoyo nechimiro ine makore asingapfuuri 26 inoda musha. Anoda ndibate pa0775 295 156.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndinogara muHarare uye ndiri HIV negative. Ndinoda mukadzi ane makore ari pasi pe34 akavimbika uye anogeza. Nhamba dzangu 0779 551 899.
*****
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvaka musikana wekuroora kana mukadzi ane mwana mumwe chete. Zvakawanda tinozotaura, ndinoshanda basa riri nani. Nhare yangu 0735 316 871.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 26 zvichidzika, kunyanya anoshanda mumba. Nhare dzangu 0718 019 573.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 30 nemwana 1 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 35 kusvika 50. Anoda ndibate pa0715 237 897 kana ma sms.
*****
Makadini? Ndiri murume ane makore 36, ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 30 kusvika 40 anokwanisa kutsvaga mari. Vanoda ndibatei pa0714 621 231.
*****
Ndine makore 36 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 27 wokuroora ane kumusha. Anoda ngaatumire sms kana kufona panhamba pa0716 514 651. Ndinoda ari HIV positive seni.
*****
Ini ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi anoda kuroora. Nhamba dzangu dzinoti 0717 095 436.
*****
Ndiri murume ane makore 30 ndinodawo mudzimai akavimbika anoda zvekuroorwa ane makore 25 kusvika 28 ane mwana mumwe uye asina chirwere nekuti ini handina. Ndiri murimi, anoda zvemba ngaandifonerewo pa0716 649 309.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi mutano ane makore 18 – 28. Ndinoda ane mwana mumwe chete asina rushusho. Ndinoshanda, andifarira tumira sms kana kufona pa0717 111 957.
*****
Ndiri murume ane hutano asi ndiri HIV positive, handina kubvira ndarwara uye ndine makore 37. Ndinotsvagawo musikana ane makore 22 kusvika 30 anoda zvemba, asingade mari yangu. Ngaave asinganyadzise anogeza.
Handidi macall back kana kubhipa, anondida anondibata pa0778 276 408.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 37 ndinotsvagawo murume ane makore 37 – 47 anotarisika akazvipira kuenda kublood test uye anoda zvekuroora. Anoshanda ngaafone pa0739 737 017.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana vatatu. Ndinotsvakawo murume ane makore 30 kusvika 39 ane rudo uye anodawo vana vangu.
Handisati ndaongororwa ropa, anoda ngaafone pa0775 203 877.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 31 nemwana mumwe chete ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvemba ane makore 42 zvichienda mberi. Ane mukadzi kwete, andifarira ngaandibate pa0717 472 202.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 40 nevana vaviri, ndinoshanda muHurumende uye ndinodawo murume ane makore 40 zvichienda mberi, anoshanda ari HIV positive. VekuMidlands kunyanya ndibatei pa0772 622 271.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 25 kusvika 29 anonamata ari pamushonga. Anoda kuita basa remawoko ngaandibate pa0783 581 408.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 asina kumbobvira aroora ari kutsvaka musikana. Ndinopinda positori saka ndinoda anopindirana nazvo. Anoda kuongororwa ropa ngaandibate pa0739 921 915.
Zvizhinji totaura kune vachandibata.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana 2, ndinotsvagawo murume ane makore 30 – 40 anoda kuroora. Vanoda fonai pa0779 632 715.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinodawo musikana ane makore 20 zvichidzika akanaka anogeza, asiri murefu. Anoshanda akavimbika ngaandibate pa0775 073 804.
*****
Ini ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mudzimai ari pachokwadi anoda kuvaka imba neni. Ndiri HIV positive asi handiratidziki. Anoda akaita seni nhamba dzangu 0776 308 258.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 31 nemwana 1, ndiri HIV positive uye ndinoshanda. Ndodawo murume ari positive seni ane makore 35-45. Ari pachokwadi ngaafone pa0782 215 985.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 31 nemwana mumwe chete ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvemba ane makore 42 zvichienda mberi asi ane mukadzi kwete.
Andifarira ngaandibate pa0717 472 202.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana vaviri ndinotsvaga murume ane makore 30 kusvika 38 anoshanda, asina mukadzi.
Ari HIV negative ngaandibate pa0771 233 662.
*****
Makadii ndiri mukadzi ane 39 nemwana mumwe chete ndiri kudawo murume akavimbika anoziva Mwari uye anoshandawo. Ngaave ane makore 40 kusvika 58 asi handidi hangu zvekufonerwa nevarume vevanhu. Nhamba dzangu idzi 0715 885 614.
Ndiri mudzimai ane makore 35 nemwana 1, ndiri HIV negative uye ndinotsvakawo murume wekudanana naye ane makore ari pakati 35 – 50. Anondibata pa0716 902 311.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 22 zvichidzika. Anoda ndibatei pa0783 278 779.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa ndinotsvaga musikana ane makore 18. Akasununguka ngaandibate pa0782 411 429 asi ngaave ane mazirudo.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ari kutsvaka musikana. Nhamba dzangu 0739 921 915 asi handidi vanobhipa.
*****
Ndaneta nekunyorera, ndiri musikana ane makore 19 uye ndinotsvagawo mukomana ane makore 29 zvichidzika ari pachokwadi asi macall me back kwete. Vanoda ndibatei pa0775 108 205.
*****
Ndiri musikana ane makore 32, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ari positive seniwo ane makore 35 – 40. Anogeza ngaandibate paWhatsApp pa0773 266 303.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 40 ekuberekwa ndinoda murume anoda zvekuroora ane makore 45 kusvika 55 ane vana kana asina.
Handidi ane mukadzi uye kana achiuya kwandiri ngaapfeke hembe dzakanaka nokuti huchapa kwete. Ini ndinoera tembo, ndinoita mabasa emawoko. Ndingafare chose kana ndikamuona nekuti ndaneta nekunyeperwa. Vanoda ndibatei pa0775 235 556.
*****
Ndiri mukomana ane makore 29 okuberekwa ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kana 25 asiri pamushonga. Ndinoita basa ramawoko, nhamba dzangu 0718 042 066.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika. Munotumira sms kana kufona pa0782 829 100.
*****
Ndiri murume ane makore 35 nevana vaviri, HIV negative uye ndinonamata kumasowe. Ndinoda mukadzi wekuroora akavimbika ane makore 25-30. Ndibatei pa0773 470 562.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28 ndiri kudawo musikana wekuroora ari pasi pemakore 23 ari negative.
Anoziva Mwari kana mukadzi ane mwana mumwe anoda ngaandibate pa0778 658 586.
*****
Makadii? Ndokumbirawo kuti vanhu vachirega kufona pa0782 290 998 nekuti ndakamuwana wangu wepamwoyo.
*****
Ndiri murume ane makore 37, HIV positive uye ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 23 – 30. Ari zvandiri ngaandibate pa0716 514 651.
*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey