TISHAMWARIDZANE

27 Feb, 2015 - 00:02 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

TISHAMWARIDZANE
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDIRI murume ane makore 44, ndinogara muHarare uye ndinotsvagawo mukadzi ane rudo anoda kugarisana taroorana. Ndinoshanda, nhamba dzangu 0773 102 195.
*****
Ndiri musikana ane makore 19 ndinodawo mukomana wekufara naye. Nhare yangu 0779 456 569.
*****
Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 18 kusvika pa28. Ngaave mukobvu, mutsvuku anoshanda muHurumende nekuti ini ndimo mandinoshanda. Anenge andifarira ngaafone chero nguva pa0716 136 017.
*****
Ndiri mukadzi wemakore 44 ndiri kutsvagawo shamwarirume yeruwadzano yakavimbika. Ndine chimiro chakanaka uye ndoda anogeza nekuti ini pangu ndinomboedza. Ndinogara kuNyanga anenge andifarira ngaandibate pa0776 908 120.
*****
Ndiri murume ane makore 26 ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 25 anobva kwaMutare. Andifarira anondibata pa0775 885 393.
*****
Ndinotsvagawo musikana wekuroora akavimbika ane makore 20 zvichidzika. Ndine makore 25, vanoda munondibata pa0777 713 471.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinodawo musikana ane makore 19-21. Ndinozvishandira, vanoda ndibate pa0775 521 308.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 nemwana ndinodawo murume ane makore 40 zvichidzika anoshanda ndapota hangu. Vane vakadzi tambirai kure. Vari pachokwadi chete ndibatei pa0774 615 610.
*****
Ndaneta nekunyorera asi shambadzo yangu haisi kubuda. Ndiri kutsvaka musikana wekuroora ane makore 18 – 27. Akanaka anoda anotaura neni pa0779 758 190.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 26 kunyangwe mukadzi ane mwana mumwe. Nhamba dzangu idzi 0739 690 973.
*****
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 28 -30 wekudanana naye ane mwana 1 seni ari HIV negative. Ngaave mugari wemuHarare, andifarira ngaandibate kana paWhatsApp pa0777 784 976. Ndinoshanda muHurumende.
*****
Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaga musikana ane makore ari pasi peangu ari pachokwadi. Ngaandibate pa0775 891 637 asi kwete vanoda zvekutamba.
*****
Ini ndiri mudzimai ane makore 26 nemwana mumwe chete uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 30 – 40 ari pachokwadi chekuda imba. Ngaandibate pa0776 862 552.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vaviri ndinotsvakawo murume ane makore 35 kusvika 45 wokudanana naye ane vana vakewo asiri HIV positive nokuti iniwo ndiri negative. Anenge andidawo nhamba dzangu 0715 895 375 asi vanobhipa nevarume vavaridzi kwete.
*****
Makadii? Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana wekuroorwa naye ane makore 20 kusvika 25. Ndinoda anoshanda, anonamata uye asinganwi hwahwa kana kuputa fodya. Anogeza asina chirwere ari pachokwadi ngaandibate panhare dzangu idzi 0782 124 913.
*****
Vaifona pa0716 514 651 chiregerai nekuti ndakazomuwana wangu wandaida.
*****
Makadiiko veKwayedza? Mufaro wangu kupinda muchirongwa chino. Ndiri mukomana ane makore 24 ndiri mudzidzisi anoshandira kwaMutare uye ndinotsvagawo musikana akanaka anoda zvekuroorwa ane makore 18-24. Munondibata paWhatsapp kana kutumira masms pa0775 319 035. Ndatenda hangu.
*****
Ndiri musikana ane makore 27 ndinotsvagawo murume akavimbika anoda zvekuroora. Nhamba dzangu idzi 0777 454 034.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinodawo musikana wokuroora asi anoda kuchata ari pachokwadi, akanaka uye ari mushava. Ngaandibate pa0713 926 369.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo jaya rine makore 22 kusvika 30 riri pachokwadi chekuda kuroora nokuti ini ndiri pachokwadiwo. Nhare dzangu 0713 334 571.
*****
Ini ndiri murume ane makore 29 ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 26 anondida kwete zvekutamba neni. Ngaave HIV negative anoda zvekunoongororwa ropa uye anogona kushanda nekuti ndiri murimi. Vandifarira ndibatei pa0775 978 249.
*****
Ndiri musikana ane makore 35 ekuberekwa ndinotsvagawo murume ane makore 37- 40 anoenda kuchechi asi kwete varume vevanhu. Ari HIV negative ari pachokwadi andifarira nhamba dzangu idzi 0717 454 457 asi call me back kwete.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 2 ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 anoda zvemba chero ane mwana 1 kana 2. Asina utachiona hweHIV aine basa riri nani ngaafone pa0778 977 087.
*****
Ndinotsvaga mukadzi ane makore 31 zvichidzika anogara kubva munharaunda yeHarare kusvika Mukumbura. Nhamba dzangu 0733 947 258.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa ndinotsvaga musikana ane makore 20 kusvika 29 anoda zvemba. Nhare yangu 0715 230 023.
*****
Ndiri murume ane makore 29 ndinodawo musikana ane makore 25 zvichidzika. Vanoda ndibatei pa0773 586 669.
*****
Ndiri murume ane makore 40 nemwana mumwe ndinotsvaka mukadzi wekuroora ane makore 25-30 ari pachokwadi. Ndinoshanda, ndiri HIV negative uye ndinodawo anoshanda ndapota hangu. Nhare yangu 0776 395 264.
*****
Makadii? Ndinokumbirawo kuti vaifona pa0776 876 816 muchirega ndakamuwana wandaitsvaga.
*****
Ndinotsvagawo mukadzi wezera rangu wekugara naye kana kuti ane makore ari pasi peangu, ndine makore 24 okuberekwa. Nhamba dzangu idzi 0771 939 723.
*****
Ndinotsvagawo musikana akaberekwa mugore ra1996 kusvika 1998 anoda ini kwete mari. Ini ndakaberekwa muna 1996, handisi shoroma uye ndinogara kuMagunje. Ari pachokwadi ngaandibate pa0778 086 047.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 36 nevana 4, HIV positive uye ndodawo murume anoshanda, ane rudo anoda zvemba . Handitaridze kurwara, asina mudzimai ngaandibate pa0716 892 576.
*****
Ndiri murume ane makore 26 okuberekwa ndiri kutsvaga mukadzi anoda zvemba asina chirwere. Ndibatei pa0716 874 426.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 35, ndinonamata, ndine rudo uye ndakatendeka. Ndinotsvagawo mrume ane makore 38 – 48 ane zviito sezvangu ane vana vasingapfuure vaviri. Nhare yangu 0713 838 165.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana mupfupi mukobvu ane makore 19 okuberekwa uye ndinotsvagawo mukomana wokudanana naye mukobvu ane makore 21 kusvika 24. Anoshanda muHurumende anoda ngaandibate paWhatsapp pa0776 191 224.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana vaviri ndinotsvaga murume ane makore 30 kusvika 38 anoshanda, asina mukadzi. Ari HIV negative ngaandibate pa0771 233 662.
*****
Makadini veKwayedza? Ndakambonyorera asi ndakasangana nevandisingade. Ndine makore 41 nemwana 1 uye ndiri kutsvaga mukadzi akanaka wekuroora ane makore ari pakati pe25 – 35. Ndinoda musoja, mupurisa kana mukoti ane mwana 1. Vanoshanda mumba musafone zvenyu. Andifarira ngaandibate pa0712 267 834 asi ndoda asina chirwere.
*****
Ndiri mukomana ane makore 19 ndinodawo musikana ari kuda kuroorwa ane makore 19 zvichidzika. Ndinoshandira NGO, anoda ngaafone pa0776 811 945.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 39 ndinotsvagawo murume ane makore 45 zvichikwira asina mukadzi ane vana vake nekuti ini ndine vangu vatatu nemuzukuru mumwe chete. Ndiri HIV positive ndinoshanda pamwe nekutengesa nhumbi. Akavimbika ngaandibate pa0776 665 094.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 35 nemwana mumwe ndinotsvagawo murume ari kuda zvemba. Ndiri HIV positive asi handiratidzike kurwara ndakasimba chaizvo. Anoda ngaandibate pa0778 584 496.
*****
Ndiri kutsvagawo mukadzi ane makore 30 kusvika 35 ane zvinhu zvake. Nhare yangu 0782 038 665.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey