Tsumo nemadimikira namukanya

21 Dec, 2018 - 00:12 0 Views

Kwayedza

Mhinduro yesvondo rapera:

Hove dzinokwira dzine muronga.

Zvinhu kuti zvibudirire kana kuti zvifambe zvakanaka, zvinoda kuitwa zvichitevedza gwara kana maitirwo azvo. Muronga izwi rinobva pana goronga richireva mugero unoita kuti hove dzigone kufamba nawo.

Zvekuita: Tsvaga imwe tsumo inoshandisa izwi rekuti ronga, asi iyo ichitaura zvine chekuita negarwe.

 

Mhinduro: Garwe haridye chebamba, charo chinoza neronga.

* * *

Svondo rino:

Mapudzi anowira kusina hari.

Vanhu vanowanzowana zvinhu havasi vaye vanokoshesa zvinhu izvozvo kana kuziva zvekuita nazvo.

Zvekuita: Mapudzi chii?

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links