Tsumo nemadimikira namukanya

0

MHINDURO DZESVONDO RAPERA

Pedzisa tsumo dzine chekuita nemitezo kana zvinhu zvinowanikwa pamuviri wemunhu idzi:

1. Kure kwe. . . nzeve dzinonzwa. (meso)

2. . . . mukadzi mukuru, haireve chayadya. (Nhumbu)

3. Amai vatsva . . ., mwana atsva . . . (musana)(dumbu)

4. . . . chimwe hachitswanye inda. (Chara)

5. Varume kutsva kwe. . . vanodzimurana. (ndebvu)

* * *

SVONDO RINO:

Pedzisa tsumo idzi:

1. Mukuru mukuru hanga . . .

2. Hwedza ndinhasi, husiku . . .

3. Rega dzive shiri, mazai . . .

4. Pane charirova, zizi harife . . .

5. Chenga ose manhanga, hapana risina . . .

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhamba dzinoti 0714 200 007

Share.

About Author