Ziva

21 Oct, 2016 - 00:10 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti guyo nehuyo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:Guyo. – Maxi Bhebhe, Mutare.
Guyo nehuyo. – Simms Simayo, Glen Norah.
Guyo nehuyo. – Wiliam Moyo, Karoi.
Guyo nehuyo. – Takauya Mayimba, Grade 3B, Morgnetser CPS, Masvingo.
Guyo nehuyo. – 0776 806 867.
Huyo/guyo. – Tendayi, Hatfield.
Guyo nehuyo. – Patricia, Nyanga.
Guyo nehuyo. – Faith Nyamatowera, Greystone Park, Borrowdale.
Guyo nehuyo. – Gamuchirai Chitsvatsva, Seke.
Guyo nehuyo. – Dumisani Matambo.
Guyo nehuyo. – 0772 586 898.
Huyo neguyo. – Mai Nyoni, Domboramwari, Epworth.
Huyo neguyo. – Linda Tatenda, Domboshava.
Guyo nehuyo. – Sydney Mahaso, Village 11B, Headlands.
Huyo/hando neguyo. – B Chawanda.
Guyo nehuyo. – Tishah, Chi-town.
Guyo nehuyo. – I Nherera, Ruwa.
Guyo nehuyo. – 0784 413 946.
Huyo neguyo. – Victor Panyere, Southlea Park.
Guyo nehuyo. – Ruvarashe Chimedza, Ushewekunze, Harare.
Guyo nehuyo. – Elizabeth Zimani.
Huyo neguyo. – Moffat Fuzo, Bindura.
Hwiyo neguyo. – Ruvarashe Utete, Chi-town.
Guyo nehuyo. – Kimberly Matibiri.
Guyo nehuyo. – Taropafadzwa Nomsa Charamba, Braeside.
Guyo nehuyo. – Enerst Shayamuranda, Budiriro 5.
Guyo nehuyo. – Mai Yvonne, Bradley, Madziva.
Guyo nehuyo. – Nelson Vharariyano Mujamba, Form 3 White, Macheke High School, Macheke.
* * *
Miti ine midzi, hunde, mapazi nemakwati. Pamuti panowanikwawo tumiti tutete setwuri pamufananidzo uno. Tumiti utwu twunoshanda basa guru pakubatidza moto. Tiudze zita ratwo.
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
◆ Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links