ziva

0

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kukuhumuka.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Pfumvudza – Givemore Gurure, Mutoko.

Kuzuka – P. Mutumhe, Masvingo.

Kukurumuka – Raphel Kavande, Karoi.

Pfumvura – Hagar Makuvaro, 0772 978 370, Glen Norah.

Kuvhuvhuta – ‘Chief’ Muvengwa’, Highfield.

Kusasamuka – Dumisani Matambo, Murombedzi, Zvimba.

Kushashamuka – R. Sibanda, Mkoba V9, Gweru.

Pfumbudza – Kassim Saidi Bluffhill, Westgate, Harare.

Kukuva – S.store, 17649, K/5, Hre.

Kukuwa – Callisto Gwidzima, Mutare.

Kusasamuka – Atipaishe Simenti, Murewa.

Kusasamuka – Willom Simenti, Waterfalls, Hre.

Kusasamuka – Moses Simenti, Manyame Park, Chi-town.

Sasamudza/sasamuka – Nyadawa Padenje, Uzumba.

Pfumvudza – 0717 916 190, (God with us).

Kushuzha – Friday Govati, Hatcliffe Extension, Harare.

Pfumvudza – Ivy Taira, Budiriro.

Pfumvudza – Mai Nicole, Warren Park 1.

Pfudza – Chris Murombedzi, Chishoshe Primary School, Murombedzi Village, Mhondoro.

Kuzuka – Michael Muzembi, Masvingo.

Pfumvudza – Laion Chauta kwaChiko, Ushewekunze, Harare.

Kuzuka – A.C. Sisk, Masvingo.

* * *

Kana zvinhu zvakapindana-pindana zvinonzi zvakaita mhingepinge kana kuti zvakaita sei?

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author