ziva

0

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kuvira.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Kuvira – Chris Murombedzi, Chishoshe School, Mhondoro.

Kuwira – Dr Bomba, 1005 Jason Moyo, Belapez Farm, Epworth, Harare.

Kuvira – Chief Muvengwa, Highfield, Harare.

Kufashukira – Doesmatter Komani, Dzivaresekwa 2, Harare.

Kuvira – Mai Gororo, Epworth.

Kuvira – 0733 971 710.

Kuvira – Elisha Murwisa, Luxury Store Box 121, Mt Darwin.

Kuvira – S. Store, 17649 K/5, Hre.

Kuvira – Taurai Mangwiro, Highfield High.

Kuvira – Ashford Mangwiro, Mutasa Primary School.

Kuvira – Lamion Chiuta, Chiko Ushewekunze, Harare.

Kuvira – Mashoko Chikuku Chidyamakono School, Dhumhe Village, Chivi.

Kuwira – 0714 123 951.

Kuwira – Nyasha Nyamande, Waterfalls, Hre.

Kuvira – Trecy Choto, Budiriro 1, Harare.

Kuvira – Kimberly Matibiri, Waterfalls.

Kuvira – 0774 094 888

Kuvira – Phinias Davanhava, Prospect, Waterfalls.

Kuvira – 0777 058 735.

Kuvira – Tawanda Chitare, Dangamvura, Mutare.

Kuvira – Misheck Chitando, Kambuzuma, Harare, 0782 856 253.

Kuvira – 0733 957 800.

Kuvira – Gaineth Zariro, Mkoba 5, Gweru.

Kuwira – Dorcas Kaseke, Mhondiwa Village, Murehwa.

Kupupira – Mbuya vaHanna, 1138 Retreat, Waterfalls.

Kuwira – Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare.

Kuvira – Lazarus Gombera.

Kuvira – 0774 094 888.

Kuvira – Mudhara Gonyeti, 28 Emerald West, Headlands.

Kuwira – Ruth Chiunya, Nyazura.

Kuvira – Davison Tumba, Shurugwi Tongogara.

Kuvira – Phil M, Belgravia.

Kuvira – 0779 081 334.

Kuvira – Emmanuel Chbharo, Kadoma.

Kuvira – Smart Chanetsa, Firhill Estates, Trelawney.

Kuvirisa – Mai Mitchy, Domboshava.

Kuvira – Justice Marengereke, Chitungwiza.

Kuvira – Christopher Mbarure, Harrian, Mvurwi.

Kuvira – Renee Yalu.

Kuvira – Bakim, Manhenga, Bindura, 0779 947 917.

Kuvira – Daddie B, Dema.

Kuvira – Anesu Chiyangwa, Mt Darwin Primary.

Kuvira – Brenda Nyatsika, Success College, Hatcliffe, Borrowdale.

Kuvira – Mavis Mucheka, Melfort Park.

Kuvira – Tinashe Nyamande, Waterfalls.

Kuvira – Willard Mazarura, Chiota Village, Mudzi.

Kuvira – Junior Munyoro, Mvurwi.

Kuwira – Obey Bomba, 1 Yellow, Makomo Primary School, Epworth.

Kuvira – 0779 488 137.

Kuwira – Calitso Gwidzima, Mutare.

Kuvira – Mai Inno, New Tafara, Harare.

Kuvira – Tafireyi Geryy, 10 Gimboki South, Mutare.

Kuvira – Zephania Girandera, Whiteclife, Harare.

Kuvira – Mai Ly, Overspill, Epworth.

Kuvira – Chihoro Special, Manhemba, Mutoko.

Kuvira – Mai Mkuzunga, Epworth.

Kuvira – Mhofu, Chitungwiza.

Kuvira – Ruvarashe Nyambudzi.

Kavira – Funwell Kwerengwe, Stoneridge Waterfalls, Harare.

Kuvira – Courage Mandeya, Grade 4C Chikomba Primary School, Honde Valley.

Kuvira – Pamela Farisai Nyamhindu, Grade 4A Newengo Primary School, Mutasa.

Kuvira – Prayer Mandioma, Grade 3C, Newengo Primary School, Mutasa.

Kuvira – 0771 240 001.

Kuvira – Misheck Mapondera.

Kuvira – Precious Kasira, Chi-town.

Kuvira – Mai Chenjerai, Masvingo.

Kuvira – Antofagastus Makowero, Hopley.

Kuwira – Brighton Muchaenda, Munyebvu, Mutare.

Kuvira – Vimbai Zindonda, Wentwoth Farm, Redcliff, 0771 563 803.

Kuvira – Marvelous C. Makotore, Dukaupfu Secondary, Mtora, Nembudzia.

Kuwira – Nyamudahondo, Waterfalls.

Kuvira – Man’ombe Canisio, Highfield, Harare.

Kuvira – 0774 494 927.

Avira – Mai Mukweni, Hse No 3, Gaza, Chitungwiza.

* * *

Kamba inofamba nemba yayo. Kana ikaona njodzi, inopinza musoro wayo nemakumbo mukati. Chimba chekamba chinonzi chii? Unogona kuwana mhinduro patsumo inoti, “Chida moyo hamba yakada . . .”

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author